@andymuridzongwenya: Nyika yonanga kumawere takatarisa. Ndozvikuita vanhu vavenge chivanhu zvimadhara izvozvi.

Andy Muridzo Ngwenya
Andy Muridzo Ngwenya
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 02 September 2026 12:53:08 GMT
18183
964
68
17

Music

Download

Comments

mutsetse7
Teacher wasina shamhu :
Police hero basa
2026-09-03 05:57:11
0
rowridge.chirimum
Rowridge Chirimumimba :
haaa kudherera uku ummm
2026-09-02 20:05:43
0
walterdragon3
Walter :
evident 😅😅😅😅
2026-09-02 17:52:12
1
arnoldchitakatir1
Sabhuku Gatsi :
ndizvozvo wemuridzooo woyee ndovaroi avaa🤣
2026-09-02 15:35:49
4
believesithole662
Samaita's wife :
10us
2026-09-03 06:35:07
0
nyaradzo.grace.ch
Nyaradzo Grace Chemhuru :
ummmm zimbabwe ma1 mkoma apa vanhu chakupera munyika
2026-09-02 16:48:02
2
sorozm3
Sorojena :
Vanhu vari busy kunokumbirira kuti kusaitike tsaona..umwe ari busy kuchekeresa vanhu ..boe ere
2026-09-02 19:11:46
1
m_adzivire
nicol🖤 :
Ndakuona maGutu nhasii Baba Keketso
2026-09-02 17:58:20
1
xpommy.1bhuru
X.POMMY 1Bhuru🇿🇼 :
2026-09-02 16:39:38
1
tinosy0
tinosy :
but now this is too much mudara anyanya kuregererwa uyu
2026-09-03 08:05:08
0
lovychigz
lovychigz 💕 :
ndipei 1 ten dhora changamire
2026-09-02 13:01:05
2
tanatswa6362
thickmommyk😩❤️.. :
uyu anojayirira vanhu chokwadi..
2026-09-03 03:46:13
0
user7175225263415
Tafadzwa Mikalo :
Ndakafara kutypa tic TOC vanhu vari kuparidza kunaka Kwa Mwari ende vari kuwanda kureva kuty Mwari varikutaurwa kutotaurwa kwe Zita rake kwakakosha kare yaityisa kuvhura waiona vanhu vakashama yaitonyadzisa asi Mwari vakashandura zvinhu hapana ari kuzvitaura nei 🙏
2026-09-02 16:51:34
2
maa63400
Matendwa :
Haa baba vanoganza ivava 😳
2026-09-02 17:23:27
1
user9369130668863
moyo sithole :
andy ndokumbirawo ten iyo
2026-09-02 20:52:53
0
breeze_wrld
brandonbreezy388 :
Edivence iyoyo ndiyo mukoma Andy😂😂
2026-09-02 20:28:13
0
saurosi.johanna
Saurosi Johanna :
Ichokwadii
2026-09-02 19:46:06
0
hilton.oso
Hilton Oso :
Mwari wangu
2026-09-02 15:30:13
0
user9887269098617yb
YB :
pakaipa
2026-09-02 17:23:49
0
paty.chichie
Paty chichie :
Mwari ava pedyo kuuya
2026-09-02 17:11:37
0
user60346710628705
Tashnel :
Favourite munhu wangu
2026-09-02 18:22:53
0
divinemanjex
DivineFurusamanjex :
ndokumbirawo 10dollar zvayo😂😂
2026-09-02 19:27:03
0
luciabobo700
HUMBA 🦛 :
haaa hurumende hurumende tibatsirei
2026-09-03 07:03:36
0
sabinalongshan
sabinalongshan :
I evidence iyi but zvakaipa henyu tirikupedzwa nen, anga
2026-09-02 19:10:50
0
tinoh8532
Tinoh :
haa kwanai amana
2026-09-02 16:38:12
0
To see more videos from user @andymuridzongwenya, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About