haaaa guys why ini zvangu zviri other way around ini ndinobhururuka zvinotodadisa zvekuti vanhu vanenge vachitondiyemura but when ever I try to do something hapana chinobuda why why
2026-09-03 17:24:18
2
Mufaro :
Ini handichadziroti zvakangonyangarika
2026-09-03 21:00:17
1
Marblelicious :
Mambo ini ndiri kurota ndichifa zvinorevei pamwe ndichipiswa kna kunyunguduka zvinorevei ndibatsirei hope idzi dziri kuramba dzichidzokorora
2026-09-03 17:29:00
2
@pipi5796 :
Tinotenda mambo peter ko kugara uchirota kuchikoro
2026-09-04 10:24:19
0
Tanya jones :
ndakadzirota ndichibhururuka,ndichinoratidzwa land of Eden,musango ndakarota ndakakombwa neshumba shanu dzisingandirume,mazai ndakamarota achikandirwa dikamipihwa,tsvina nakarota mutoilet makazara tsvina,nyoka ndakairota ichida mwana wangu unfortunately she passed away, ndakarota futi ndakashama sure nyadziso yakauya,mazvita mambo 👏 👏 👏
2026-09-03 16:42:47
8
Lisa sibanda :
Amen ini ndinobhururuka kana ndichirota especially kana ndichiriswa
2026-09-03 16:29:21
6
sharai mateza :
amen ini ndinorota ndichibhururuka ndichirwiswa kuhope ndinorwa ndirimumhepo