Thank you , ini andiendi kuParty nyangwe zvodii . ndinotonzi ndinovhaira . God gave me a gift of spiritual discernment , munhu akatoda kuswedera padhuze neni achinyepera kundi farira ndinoto feeler kuti no mhani . Anditorina kana shamwari coz I can smell hate , envy and jealous from a mile away .
2026-09-05 23:12:45
23
Mai Natie :
Amen thank you nedzidziso
2026-09-09 17:57:15
0
Boss Mafuta :
All white parties , doek n slay and many other events 😬
2026-09-05 19:47:10
8
Miley :
Pane akanditi ndipo mari ndikati Handina then she comes with other version of asking money akati nditengero drink ndikuda kufamba ndikazo muti iyo mari yangu ukumboidi iro drink raunokutengerwa wakambonditengera, akazongoenda asina kundioneka
2026-09-04 06:34:51
29
tlelamu :
ini ndakambo shoterwa nemari ndikati ndikakumbira friend andipe we work together then pakudzosera I give someone kuti azomupa bcs she wasn't there,uuum akapopota kuti ndini ndakutambidza mari wadii wandipa sekukupa kwandaita until now she doesn't talk to me zvakatondinetsa chero namanje
2026-09-04 08:32:46
31
Anotida Dean :
matured insights🤝
2026-09-03 23:32:29
24
M.A.S.H. :
keep on spreading the truth. .amen.
2026-09-04 06:36:00
25
Scillmudz :
life is spiritual zvekutodaro
2026-09-04 09:54:30
10
Hey :
apa I always host a party for the kids not because I have any intention but I love kids ..... growing up my mom used to take care of orphans...and yes I bake cakes for people two 😂 just to have fun chaai I will have to stop then 🌹🌹🌹
2026-09-04 08:19:18
7
Swst#watie :
You interpreted Bira in a wrong way though..but learnt somethings. Bira hariitwe weekly..
2026-09-06 06:23:20
0
Chanty B :
You are wrong pakuti vanhu varikushandiswa. Kupembera kukuita vanhu does not mean anything is being taken away from them. Isu tinotoenda tichiziva kuti varikupembedza vashavi vavo. And hapana chinonge chatorwa asi vashavi vanoda kupembedzwa. So preach zvaunoziva
2026-09-05 05:48:51
4
Isabel | Confidence Bestie :
Mwari tipei maziso anoona zvatisingaone
2026-09-04 12:27:15
9
uncle.smidd🇿🇼 :
All along l wasn’t praying till yesterday l saw your video giving a testimony. Your video touched me to the point were l prayed straight away. Hope dzandarota nhasi revealed what’s happening in my life and l can’t tell it in the comment section. Now I’m aware who’s doing back things and lm not going to stop praying . Thank you for opening my eyes and mind.
thank u so much keep on teaching vanhu varaparara nekushaya zivo
2026-09-06 05:40:31
2
RTM94🇿🇼🇿🇦🇶🇦🇸🇦 :
Mapedza apa🙏imboitai behind tombstone and kurova makuva munhu waMwari
2026-09-05 04:41:13
3
Sandra Nomalanga Dzumbunu :
inini I even give my own father in an envelope not that I don't trust him. I love him a lot but kubasa Kwavanoswera hauzive kuti varikusangana nevanhu vane vane na Aura akaitasei haaa Mari is a spirit guys mukoma Theo is very right
2026-09-07 18:16:19
1
To see more videos from user @theophilusmudangwe, please go to the Tikwm
homepage.