the way l failed my A level nekugona kwandaiita everyone was shocked.my accounting teacher cried becoz l was bright and vanhu vandaidzidzisa accounting vakaita maA ini ndikaita 0 imika 😂
2026-09-04 06:59:04
188
@Enia836 :
this is true, the way im so confused nelife soo kaa izvezv apa i was so bright veduwe handitozive what went wrong kudzima chaiko😭
2026-09-04 08:48:35
68
mwanawakudakwashe :
for my daughter's sake dai Mwari vandibatsira ndamira pamukaha🙏.
aaaa it happened kwandiri form 4 kushaya zviiko zviri kuitika...ndazopasa ndaenda kupoly chose Purchasing kunotora maresults ndakafailure 1 subject ...ndaita rewrite ndanotora maresults kudai ndakunzi wakaita rewrite rawanga wakapasa infact wakafailer 2 aaaaaa life is so spiritual andina nharo..
ndazoti regai ndiisiye ndichoose anothee program ndave kuenda kuRecord Management ndanzi course is being disolved number aisi kukwana inodiwa course ikwane...😔..ndaiswa kuHR taita course first year second year zvikanzi course aichaita muenderere mberi kuND maita vashoma...
😂😂kuseka nhasi asi zvaisava nyore ...there was a lecturer who called me and prayed for me akati zvanyanya.he said there is an option get exmpted uiswe kuAccounting but ngazvive zvako wega for the next 3years uchipedza chikoro apana anofanira kuziva course yakachinja nor exams wakunyora your relatives...aiwa zvaisava nyore ndakanyora ndikapasa
2026-09-04 08:43:18
39
Daisy🌼Rue :
Mwari ane simba veduwe
2026-09-04 09:47:54
19
kundie :
Ini someone was saying it to my face kuti hauyipedze f4
2026-09-04 13:13:07
0
vee mamo💓💓💓 :
even vatinotamba navo mukando vangwarirei ndaitaa business rakangodonha zvakashamisa vanhu .ndakazorotaa Mari yakaiswa muhari yakabaiwa ne tsono nejira re red mai vacho vakutondikumbira ruregerero kuti takakurangana
2026-09-04 11:17:53
22
Janis :
saka kunamata kunoshanda kaaaa
2026-09-04 04:46:27
41
Beesweet🤓💎 :
Yaaaa nothing beats prayer shuwa 🥰what a testimony wooow
2026-09-04 09:32:55
3
gilz :
My second son story l can relate my brother 😭😭😭😭😭
2026-09-04 17:19:42
1
angellachenai|ESL :
people are cruel
2026-09-04 07:15:36
9
@Chantelle Maranatha :
My Son will not fail in Jesus name 🙌 🙏, I sprinkle the precious blood of Jesus in his books and his life in Jesus name 🙌 🙏.
2026-09-04 14:26:18
1
Lyararose :
Each and every day on my own I always ask God kuti what did I do to be like this scrapped in life
2026-09-04 10:43:43
1
pammy :
powerful testimony my brother
2026-09-04 03:56:38
2
Luthando :
pawati idzidzo yakabiwa nevakaipa something in me broke, i can relate 💔💔💔
2026-09-04 07:18:17
17
AngelPrim :
I went to Jembere ndiri one after seeing your vedios maityisa but the situation couldn't allow the fear to distruct me . mkoma Theo I saw changes in my life and ndakaendako ndichindosangana nemunhu akandiudza kuti dai usiri mugomo muno nhasi ungadai uri mujeri and zvechokwadi ndanga ndabva kurohwa natete hanzvadzi yababa after she asked me kuti wakarotei then I told her nyoka dzandaiona kuhope of someone trying to destroy me ndakazongotsvagirwa nyaya ndikarohwa. she expected me kuti ndidzorere kuvarova ndobva ndanofira mujere😭. Mwari vanotida
2026-09-04 12:17:31
10
Issy2939 :
That’s discernment 🥺🥺🥺
2026-09-04 05:41:25
19
Queen Harley55 :
Thank you, also when photocopying try to.do it away from people who know you or be there to watch, went to photocopy my documents and the owner of the shop offered to make the copies yet vashandi vanga varipo vakatobata mapaper angu, she made 1 etra copy of my marriage certificate, gave me all copies except the etra marriage certificate, she walked to the back of the office and i followed her ndikati can i have that etra copy akati ndoda kunorirasa kuseri yet next to the photocopying machine there was a bin!! Akataridza kutya ndikamuti please give me i want to tear it! mai vakaita nharo ivavo, ndopandakaona kuti she wanted to.do. something ndikaribvuta ndikabvarura
2026-09-04 10:01:08
24
zowie :
I didn't come across this by coincidence, this is so powerful, powerful dzidziso
2026-09-04 15:46:31
6
SHEZ :
The reason i dont want with my kids
2026-09-04 08:56:05
9
To see more videos from user @theophilusmudangwe, please go to the Tikwm
homepage.