imi mukoma hamusi hwindi ,muri ngirozi yakatumwa kuzotendeutsa ani nani akarasika pane iyoyi nzira especially vemacomb but ndinotenda ndichivimba kuti vari kutendeuka havo 🙏 amen
2026-09-04 09:42:00
172
Portia Nyamuda :
😭wandinyaradza hanzvadzi ndakashairwa nemwana 3wks back zvakaoma zveupenyu izviiiii
2026-09-07 20:38:42
23
mbalie :
Mwari ndipeiwo simba reku namata nyama yakaneta
2026-09-04 19:31:59
182
Felicia67 :
ngaruve nesu🙏
2026-09-04 08:54:17
42
taacool :
uriblaz vaSpragga hr
2026-09-07 11:14:37
5
wisdomkasiyakasiy :
😆😆😆siya like pano kana uyu uchimufarira 😊😊😊
2026-09-07 09:43:09
28
Carlyn Music :
Ndaparidzirw nema Pastor akawanda ,bt kubva pandkaatanga kuku follower Ndikuona kubata Kwa Mwari