mwari Itai Vana vose ivava vabudirire muhupenyu hwavo
2026-09-08 12:39:20
1
Tendai Mbano :
Soo painful, vari kdaidzwa nezwi iri zvoda kurongeka knyadzisa a karamba varume bvunzai nhumbu dzenyu vna zvangova zvituko
2026-09-09 08:03:28
1
ladybee745 :
😭😭😭😭😭😭😭Mroora akauya mumusha akadaidza wangu kuti gora😭😭😭😭😭 a yr later they separated nebrother yangu akaenda nemwana wake mwana ava mu11yrs akashaika mroora i prayed kumuregerera took the child kuchengeta🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰asi mashoko ekuti gora vanhu ngavaasiye
2026-09-15 17:08:40
2
fortunate tamboonei :
😭😭😭😭😭😭 mwari ndozvamatender hr kuti vandoberek vese vadamwe so asi ndineng ndatopinda mufunge munyam hr mwar unot mimba yabata ndosemwa asi sei mwari
2026-09-11 20:26:35
1
lomanyanga :
amen
2026-09-04 19:43:24
3
user9394014324942 :
Mwari vekudenga ngavatipe rudo😢😢😢
2026-09-06 09:40:20
2
Pamela Chinhava :
🥰🙏
2026-09-04 20:07:29
0
Tayananiswa :
APA pareva INI😭
2026-09-05 08:50:21
2
muntuza :
😢😢😢😢😢eish it was painful kimi ucc ongilandelayo emva kwami wayethi uligola n even now angimazi ubabami umama washona wahamba lenfihlo even now angiyitholi peace l wish can ubaba ongizalayo engakhumbula angidinge ngoba min angikwazi even Ibiza lakhe angilazi
2026-09-06 16:01:20
1
Molly Mwenje :
shame vanhu vasadaro
2026-10-23 15:36:12
0
user344452660759 :
iii ndakasangana nazvo mai ivavo vakanditukira vana vangu nanhasi ndine bundu mumoyo bt now ivo vakuchemedzwawo nevana vavo vakazvara vakomana vakungomitisawo vachisiya
2026-10-19 10:59:09
0
love chisango :
mwari itai vana vangu vasasangane nezita iri rinondibaya moyo wangu
2026-10-17 14:47:54
0
MeeknessTinatseiishe :
ndozvinoita baba wangu
2026-10-16 14:14:44
0
Queen 👑 E :
ndauya kuzokusumai nyaya😭😭😭😭😭😭😭😭
2026-10-15 20:18:09
0
Chelsea Hunda :
Mwari dai mazotiwanirawo nyasha 😭🙏
2026-10-27 08:17:35
0
To see more videos from user @hossanazw1, please go to the Tikwm
homepage.