Even me l sekuru kanengo 800 us dollars but kana chakabuda
2026-09-06 08:18:06
10
tafadzwamagura841 :
Very true my brother
2026-09-06 04:17:26
12
adelicia :
inga pa live kuchurch vanosota wani????
2026-09-07 05:58:51
2
Agatha :
Kkkkkkk muchadzoka henyu kuna mwari wechokwadi 😂😂😂😂😂
2026-09-08 07:39:21
5
Fanie :
okay ☺️
2026-09-08 11:14:37
1
#keketso's father :
i was once there
2026-09-10 09:47:16
0
Jambo@ :
itsotsi iri te fred ,,,ndakazvituwa from mz chimoio
2026-09-06 19:32:09
5
Apostle Chikku Son of Lion :
anoda 1 on 1 vanhu kwete Mwari , aharongerwe pekukuropafadza anoropafadza paanoda nt kunzi pa 1 on 1 or in chrch or mountain ⛰️it can b in chrch or where ever he wants . vanhu ndisu toda 1 on 1
2026-09-06 10:18:55
6
Rams Amelo #15 :
church is a business remember that ✍🏻
2026-09-06 05:56:45
7
avrilrose :
huyai kwa profet magaya ka one
2026-09-08 18:44:02
0
Mk Sithole :
Anotaura chokwadi same story yakaita madam vangu vachida kubatsirwa baba vavo vairwara
2026-09-10 05:35:44
2
Mancue💞 :
hanyepu zvake ndakamboendesawo brother yangu ikoko vakadzoka vachitaura the same ndikati pamwe ndivonvasina faith
2026-09-08 12:48:20
3
Tsie :
🤣🤣kuitisana
2026-09-09 11:00:02
1
To see more videos from user @maronderacelebs1, please go to the Tikwm
homepage.