@kpmyouth: Join us every Wednesday and Sunday evening as we break the spirit of limitation.🔥 #WordsOfWisdom #BreakingLimits #PrayerShift #fyp #fyppppppppppppppppppppppp
yaaah zvinodaro nekuti munopona ne offering dai maishanda maisazvitaura izvi
2026-09-06 09:49:59
10
Barbie :
tikwanirei havasi vese vanowana dzema offering
2026-09-06 07:52:33
20
Kikidzashe :
1000zig here 🥺
2026-09-06 13:06:01
4
JARED ZW :
ko kan musina shoko mukangoty nhasi hatina service munobvei
2026-09-06 08:03:21
11
apikman100 :
Baba imi muri wekushaya
2026-09-06 08:02:51
9
brothereasy :
Well if the church is endorsing the commercialization of relationship kusvika pakuti boyfriend isati yakupa USD 1000.00 apa majority of those working don't get 600 after tax pashata.
Baba veke ngavatange vamupa 1000 then tozotangira ipapo. Ah miswai 🤔
2026-09-06 08:20:47
6
iris :
ma church acho akungoparidzwa zvemari chete
2026-09-06 14:04:10
2
pluto_zw_official :
Zig ere
2026-09-06 10:23:01
1
To see more videos from user @kpmyouth, please go to the Tikwm
homepage.