@muvhuti.blessed.m: #creatorsearchinsights marufu

Mshyi
Mshyi
Open In TikTok:
Region: ZW
Sunday 06 September 2026 11:18:01 GMT
5591
361
34
28

Music

Download

Comments

user4805782792454
baba Tania :
makurebesa shef madiii kuparidza Jesu chete kwete mamwe masangano,tisarasika shoko asi tichiriverenga kuti tisazoverengwa kunevakarasika.amen
2026-09-07 04:55:07
1
alfredutete491
uts :
Do you have prophets in your church?
2026-09-16 05:51:14
0
chipongarawa
Chipo Ngarawa :
n'anga ndidzo dzazara mumachurch umu dzohwanda nezita raMwari amen shoko ngarifambe
2026-09-06 11:25:59
1
patricianharingo
Mai 2boys :
paridza muranda waMwari
2026-09-16 03:52:34
1
nyamoto03
patricknyamoto :
Amen and amen
2026-09-10 17:23:13
1
user1131363600935
user1131363600935 :
chokwadi ichoooo chokwadi ichoooo wataura chokwadi
2026-09-07 08:59:37
2
harmony9407
Harmony :
Amen ichi chokwadi chinorwadza asingadi kutendeuka chete asi zvatotaurwa.....Mwari anorega hake kurangarira nguva dzekusaziva asi zvinoanoraira vanhu vese kwesekwese kuti vatendeuke
2026-09-08 16:23:44
2
lloydgonzo11
Lloyd Gonzo :
ndinokutsigirai
2026-09-12 10:14:06
1
userinnocentshonhiwa
Innocent Shonhiwa :
matopedza so
2026-09-11 17:28:34
1
user8624651611602
user8624651611602 :
yaaa sure fact mufundisi
2026-09-07 03:28:01
1
eliasmukundiwa385
Elias Mukundiwa :
wechokwadi aripo ,ndeupi manje
2026-09-13 20:49:44
0
simbarashemutimbi
Simbarashe Mutimbikwa :
some of people they opposi Marufu cause they hurt truth
2026-09-07 13:34:56
1
ceejayalba18
Ama2k teacher :
Mwari dai vatibatsira zvikuru taparara shuwa nekushaya zivo
2026-09-07 03:45:47
1
princenpassion
kusi :
Amen 🙏
2026-09-07 07:04:03
1
pilatendlovu219
pilatendlovu219 :
Amen and Amen
2026-09-06 19:04:33
1
chipodungwaaa
chipodungwa :
izvi ndizvoo
2026-09-06 13:39:41
0
lloydgonzo11
Lloyd Gonzo :
Amen
2026-09-12 10:05:44
1
chipodungwaaa
chipodungwa :
izvi
2026-09-06 13:39:23
0
user6518745314971
andre :
chii chinonzi kuporofita munew testament
2026-09-07 13:44:41
0
user9959529492074
Webie Bondera :
mashoko Aya ndeazvokwadi uye angatendwa
2026-09-11 17:14:52
0
lloydgonzo11
Lloyd Gonzo :
Paridzai zvokwadi,ndinokutaigirai munhu waMwari,hapana kana mushoko raMwari panonzi namatai nembiya,nemireza,nematombo.Panemuranda waMwari,mushoko rake ,waakatombotuma kuti aparadze that kind of worship,akaputsa nzvimbo dzavainamatira dzakakwirira,kwakwakunamatwa Mwari we matombo,wematanda,and stuff
2026-09-12 10:13:13
0
user6518745314971
andre :
ayewa Marufu parikurehwa vhangeri apa kwete zvampatapata kkkkkk
2026-09-07 13:43:39
0
lloydgonzo11
Lloyd Gonzo :
Nyoka yendarira yakaitwa na Moses yanga yakutonamatwa,tsvimbo dzacho dzemushenjere,dzimwe dzine design yenyoka,we need to be careful.Amen munhu waShe
2026-09-12 10:18:20
0
To see more videos from user @muvhuti.blessed.m, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About