kudenga hakuna machurch kune vanhu vanonamata Mwari hama
2026-09-07 08:16:00
9
Walker lazarus Jangano :
obey haana chaanoziva
2026-09-07 12:46:30
7
SplifersGwaan :
amen katatu kasingagume
2026-09-07 04:42:10
3
Endby Chengeta :
baba siyai nyaya idzi maita mwanapairi
2026-09-07 01:06:00
2
tavengerwei H G :
haaaa baba imi munotodawo kubatsirwawo ft uuumm
2026-09-08 12:41:57
1
Boss Tich :
pakuzoti baba moze apa ndopamarasika
2026-09-08 04:36:37
1
Joze Mapako :
nhai vana baba mose ndokumbirawo kuziva kuti basa ra.mikairi panyika ndereiwo pano panyika pane ano taura na mikairi ndiyàni especially ndiri kunzwa kumasowe basa re ngirozi iyi ndeiko pano vana baba ndotenda kuna vachabatsira
2026-09-12 12:06:22
0
madzibaba abel :
my Ben truu
2026-09-08 00:56:00
1
Thomie Max Chiremba :
lwe baba Wimbo usavatuke vakarasika papi sei Julius vakauya kuna Wimbo 1996 August,va sandas ndivo vakati pamberi apo kuchapfekwa nguwo dzakasiyana siyana
2026-09-07 09:21:48
0
nathy pepe :
Paddy siyana na Obey uyo haachisina cheizwi uyo
2026-09-07 06:06:42
2
choto chemheni :
haaaa inga zvakaoma chose haaa uyu
2026-09-08 17:58:50
2
simabhy :
chiibaba
2026-09-07 04:41:11
2
KELVIN MUNGOFA :
ava ndovatauri vebetrehema
2026-09-07 07:21:01
2
ericmachipisa0 :
paddy anopedza uyo 🥳🥳
2026-09-07 01:33:08
3
Abuja :
Yaaa apa wajeka mambo
2026-09-07 04:29:20
2
user6285483545783 :
ameeee baba
2026-09-07 08:04:47
2
SplifersGwaan :
ndaisa amen
2026-09-08 07:29:08
1
Nathie/ Tich :
my Ben true ....
2026-09-07 06:32:55
6
Sakunatsa :
Ndawombera
2026-09-07 14:46:51
2
chinanara :
widhi too fellow
2026-09-07 14:28:01
1
Cmasyz :
amen amen 🙏
2026-09-08 05:10:03
1
Mai Kazingizi :
ameen mambo
2026-09-07 05:28:15
2
Mudho :
2026-09-06 20:20:01
2
Boss tonde :
yaaaa
2026-09-07 04:03:06
2
To see more videos from user @trevorkativhu, please go to the Tikwm
homepage.