@terahadji: Hapana nyika yakadai

ZimPolitics
ZimPolitics
Open In TikTok:
Region: GB
Monday 07 September 2026 21:44:03 GMT
10164
203
59
45

Music

Download

Comments

projectman50
PROJECT MAN :
hope u spreading authentic information if not u are playing the wrong game lady .do content of what u have proof of
2026-09-08 09:19:36
0
rra.di0
Rra di :
but it's the law everywhere dear kuno zvitori nane kuno Botswana 🇧🇼 its even worse hauboori if your neighbour has 1 even in Botswana and Southafrica it's applicable even in Europe dear haisi Zimbabwe chete
2026-09-08 08:26:09
0
house.of.jackie
House of Jackie :
That law is not unique. zimbabwe yakato nonoka ku implementer. It’s common in many countries even SA and it aligns with UN environmental treaties that countries have signed to protect the environment.
2026-09-08 10:22:32
0
zezai.kudakwashe
Zezai Kudakwashe :
there is an Elnino drought the most severe
2026-09-07 23:41:38
2
user9552099958661
Chaka :
We are cursed.Muchamudemba Mugabe not these thieves
2026-09-08 02:37:33
13
blayogi2
Yogi SarapaVana 🇿🇼 :
Mnangagwa and Zanu pf must Go 🇿🇼
2026-09-08 09:34:02
1
alexio330
Mhofu3 :
Zviri kwese kungoti hamuzvizive..water is a strategic resource..
2026-09-08 00:43:03
4
mirriam2524
Madzimai Maria :
yoooo Inga zvikuoma zveshuwa
2026-09-08 09:43:48
2
hwesa0
hwesa :
zvakagara zviriko izvi, it's only kuti it was not being enforced
2026-09-08 06:08:33
1
22munashe2
Mu 🇿🇼 🇿🇼 :
Saka solar ndobhadharei?
2026-09-08 01:08:13
0
user1246196531193
ribs :
Ichokwadi ndakanzwa kudaro zvinorwadza shem
2026-09-07 22:35:30
2
oldfashion63
old-fashion :
Mugabe airamba isu tikati garwe torida
2026-09-08 09:16:03
0
calton9392
Calton :
true😂
2026-09-08 04:04:09
1
mkxs3n
MKXS3N :
Haaaa hapana kwatirikuenda
2026-09-07 22:54:31
1
dr.mashy
Dr Mashy :
yes its true and good endai kumaruzevha uko muone kuti mogara for free imi moda kuisa mugodhi mutown kuti ndemenyu here town ndeye council masolar siyanai nawo mutown
2026-09-08 05:39:48
0
fariesassy25
Fari Bevy :
zvakaoma
2026-09-08 06:12:24
0
alexio330
Mhofu3 :
Mutemo wakangogarauruko kubva kare kare ..even kuisa dam papurazi unotanga wawana authority..I knew this 1992 baba vangu vachichera dam
2026-09-08 05:46:00
0
user5869188359448
junta :
Mari yacho inoenda kupi ndeyeyi
2026-09-08 00:59:36
1
elton7648
Matsotsi :
bt semaZimba tinongopfava tichitoti zvakaoma tichiita
2026-09-08 02:32:46
1
yohwee1
Mlonyeni👌😂 :
Mugabe waiva bane than matuzvi EZANU iyi
2026-09-08 02:18:28
3
wechimbo
wechimbo :
Kutongwa
2026-09-07 22:10:42
1
percybrainy2023
PercyBrainy :
kubhadhariswa zuva for solar
2026-09-07 23:44:06
1
user9975434951137
Million :
chokwadi ndezvekumama
2026-09-07 22:35:08
1
gamtonisaac
Gamton :
pese pane mvura belongs to him bba pakaipa people they just enjoyed chicken inn vasiri kuziva zvakavanzika ndosaka vaakuchema
2026-09-07 22:45:17
1
admiremadzivire34
Johnny :
ndezvekumama
2026-09-07 22:29:21
0
To see more videos from user @terahadji, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About