Nigelurume anoyera mumazwi ndipoo pakaimbwa chete mukoma zvichinzi ndinorangarira vakatumwa kare vaudzei vanhu ava baba Nigel kt murume anonzi Sandros kana tichimurangarira hatirangarire nyama yake kwete asi tinorangarira basa raakabata rinoverengwa mundima imwechete inoti Johane
uripiko baba Nigel timbovadzamira vanhu ava vazive nekuti ini mdavaziva vanhu ava kt ndizvo vakaimbwa namutumwa baba Johane kt shura guru randaona ndaona vakafa vachifamba panyika kwaireva vanhu vasina zivo ava