@therapyhousezw: ADHD hakusi kungoti mwana haasi kusateerera kana kuita misikanzwa. Vamwe vana vanenge vaine simba rakawanda (hyperactivity), vamwe vachinetseka nekuvarairwa (inattention), uye vamwe vanenge vaine musanganiswa wezvose zviri zviviri. Zvakakosha kuti tinzwisise mwana, kwete kungomuti “ari kuita misikanzwa” Kana muchiona zviratidzo zveADHD mumwana wenyu, tsvagai rubatsiro rwenyanzvi kuti mwana awane rutsigiro rwaanoda nekukurumidza. Kuziva ndiko kutanga kwekubatsira. #ADHD #ADHDMuShona #ADHDMuVana #ChildDevelopment #Neurodevelopment

therapy house
therapy house
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 09 September 2026 20:43:15 GMT
123105
6442
399
1088

Music

Download

Comments

ymgsolutions
DailyMart :
we really nèed therapist in schools chokwadi
2026-09-10 05:21:02
267
forevermrsk
mrsk :
knowledge iyi irikufanira kudzidziswawo ma teacher pa training paya
2026-09-10 09:45:25
156
tateh_vcm
Tate :
ko tibatsireiwo kuti ma symptoms aya muvanhu vakuru angaitwa sei?
2026-09-10 03:35:22
72
trish_maware
trish🦋 :
ini wacho ndini ndine ADHD😞
2026-09-10 04:01:47
51
ngorimawhitney_
Mai Gurity 🤍 :
I just followed I need to learn these things
2026-09-10 06:41:43
36
tendai.chimutingi
tendai chimutingiza :
please may l have your loction
2026-10-17 10:22:28
0
maimisinamuku
Sherly Mai boys :
ndoozvinoita mwana wangu chaizvo kuvarairwa too much, haanyore work achipedza asi anenge achiziva zvese
2026-09-10 06:28:24
18
kyra05mafunga16
Makanakaishe kyra 💕 :
Ndini zvangu mwana wacho
2026-09-10 05:11:04
40
t.n_jeli0
daily.doseof-_-jeli :
Mai Masuwa vakandidzidzisa 2010 paDWT pry sch. vakapedza ADHD yangu nekundidhonza nzeve😂. yakapera ipapo ipapo😭
2026-09-10 15:56:16
20
blekmeta_zw
Blek Meta Labauma Movement :
tsanangurai kuti mu relationship ndoiwona sei kuti ndine ADHD
2026-09-10 08:15:40
8
tanae696
T🙂‍↔️❤️ :
Yoooweee zvandanga ndichaura mwana nhai , but ini growing up I think I had it n my mum used to bet me zvekudaro so I stayed in fear n always wanted to please my mum used
2026-09-10 03:15:04
14
delsykunaka1
Daughter of the Most High:) :
l was beaten up as a kid kuchikoro .. l knew l had work to finish but somehow something else would be more interesting . Kutoiswa mugroup remaslow learner but l would grasp information fast l just couldn't finish my work on time .And now as a Uni student l have to find ways to study effectively because my concentration span is so low
2026-09-14 08:12:13
7
mollameek
Mo lla :
Varume mutora here vanazvo zvese zvsmatora purizi huyai mutore murume wangu
2026-09-10 03:17:23
11
mimytreatsandbeverages2
mimi :
I think yekukanganwa iyi ndo ine murume wangu akaenda kumujolo unotozofona kuti Chidzokai kumba
2026-09-14 06:22:08
6
nyashakhanye925
Westmoland :
munowanikep nhai
2026-09-12 04:59:16
2
queenclaire07
Claire Mugura :
I'm qn adult with ADHD
2026-09-10 04:17:23
8
tapuwa2016
me :
Mmmm maitabasa mufunge, ndinofunga kuti wangu anayo coz anovarairwa anopedza basa wakatomugarira padhuze
2026-09-10 04:41:02
5
gmabwe
GG :
taitorohwa netambo dzemagets vasingazive ndine Adhd
2026-09-12 19:40:22
1
user4888801785125
Julie Julie :
mwana wangu aozviita zvese
2026-10-07 11:24:27
1
meme89336
meme :
ndinomaona masymptoms yaya asi handi zive kuti maprices acho ano ranger marii . Ndiwanewo help for my kids
2026-09-11 06:07:06
0
dzeda02
PRINCE D :
how can I contact you?
2026-09-10 06:00:22
0
brieemash
Briee :
ko kumunhu mukuru how does it present iyo ADHD iyi
2026-09-12 04:55:14
2
30ammy
30ammy :
Assessment starts at what age nhai and do you take medical aid?
2026-09-10 12:11:00
3
rutendo.wadzikai
Rutendo waDzikai :
uuuumm you really opened my eyes. I was getting worried nemwana wangu pakuvarairwa💔
2026-09-11 05:15:27
0
To see more videos from user @therapyhousezw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About