ini hangu vangu vakafa kare baba vakafa vakasiya mhama vane nhumbu yangu..mai vakafa ndiri Grade7 now I'm 37 ndaiti ndikashanda ndikuda kuvavakira musha wavo meaning kuvaisira matombo but iiiii zvinhu zvakasunga moyo wangu unorwadza every time
2026-09-10 15:15:48
8
Tendo :
uyu anogara ari ba status pangu
2026-09-10 12:34:19
7
Zibako Dereck ..AKA nyamasvisa :
aa willow these days akudzidzisa
2026-09-10 16:16:48
1
Mai Richie :
kubata manake shuwa,mkoma wabhuya dama
2026-09-10 17:12:55
2
Goodshows :
Willow unoshandiswa Na Mwari keep it up up
2026-09-10 14:28:30
2
PatienceM :
😢😢😢😢Mwari ngaanzwewo minamato yangu
2026-09-10 13:03:54
3
Evy Mercy 27 bckup :
eish chandibata ichi apa kana chimwe chiri kufamba vachadyawo manake acho riin nhai Mwari 🙏
2026-09-11 05:27:12
1
mollinetairodza :
Chokwadi mkoma mwari dai apinfira tiri kutambur shungu tinadzo asi kushaywa
2026-09-10 18:01:23
1
sandrah :
painful
2026-09-10 14:24:05
1
washington :
amennnnnnn
2026-09-10 14:09:40
1
Racheal ♥️Rpg💜 :
😭😭😭😭😭Hmm unozonyanya ku deepisa yoooh.. My prayer every day
2026-09-10 15:37:29
1
C :
😭😭😭😭😭😭😭Chirere chizokurerawo MWARI tinzweiwo
2026-09-10 13:44:38
1
graxhie :
not for me bt for my parents sake😭😭😭😭
2026-09-11 15:37:13
0
darlingtonmakavi3 :
Amen
2026-09-11 18:25:55
0
Getmore Mkwena :
amen willo
2026-09-11 17:40:24
0
jboy🇹🇿🇲🇼🇿🇼🇿🇦 :
amen
2026-09-11 17:26:23
0
To see more videos from user @stepfatherzwofficial, please go to the Tikwm
homepage.