😅Weduve wangu ndi mechanic 🧑🔧 I love him so much and I support basa rake 💯😭🙌🏼
2026-09-10 20:32:09
135
user2666395851971 :
ko yekuti Tanga wapedza chikoro varume muchaita vekusarudza,now lam 28 chikoro done but mukoman ma1 apa vanenge vakukubvunza kuti arisei mukwasha wangu apa unenge isitorina unoita seucharova munhu nembama
2026-09-10 18:40:46
233
Mumie 🌹 :
Makanika wacho amukira kundipa heartbreak 🥺🙌🙌
2026-09-12 13:14:12
12
masivanda bae💗💗 :
today is my birthday
2026-09-11 09:16:35
45
thandondozo :
parents should accept the person their daughter loves simple
2026-09-11 07:27:01
138
Ronald :
If I had money, I wld pay you to teach my sisters
2026-09-13 15:38:05
6
Mr Kachere :
Ndazvandambotaura zviya ndichikuudzai kuti kugamuchirwa nefamily kwavakaroorwa kana kwawaurikuda kuroora kwarasisa vanhu wakawanda
Munhu nemunhu wake takaenda
2026-09-10 17:22:36
49
Tinashe Majoni :
vsikana vnoda mar kwete love ahure apa baba vake vanenge vasina mar namai vake🥰
2026-09-11 07:10:48
15
bubbles :
u are correct henyu imi
2026-09-11 19:00:24
19
junior freeman :
nyika yashata ndakabva kumba musikana ndichingotanga kudanana naye akutoti ndirikuda kurukwa mari ndinayo zwangu but ndine zwakavanda zwekuita
2026-09-11 12:25:53
9
LUXURIOUS BAGS N SLIDES 🛍️🛍️ :
Mwana wenyu msikana ariblessesd hk😩💯
2026-09-11 07:48:08
32
Miss_Nashe❤️ :
vabereki vanotokonzeresa confusion ummm😐
2026-09-10 21:55:03
7
MaBanana🍌Slim Mummy😏 :
Ini andiudzirwe zvekuita.ndoita yandada Ada Mukwasha Ane Mari achamutsvaga ega.chero ndikada Benzi Nderangu that's why m never serious in finding a soulmate🥰I'm better off alone vabereki vachindipa Mari
2026-09-11 13:37:55
13
Lael :
ini vangu vabereki vaionererwa heee mwana wedu ndi HR hazviiti arorwe naShofe😂😂😂 ndichibva ndavarova ne surprise zvangu kutomitisws ndakadhakwa l don't even know muridzi wemwana🤣🤣🤣
2026-09-12 17:36:57
6
ivy kudzai 🌹💋 :
I love you sis 😚😚
2026-09-11 04:57:39
9
LUXURIOUS BAGS N SLIDES 🛍️🛍️ :
imagine😩vamwe vabereki kaa umm💔
2026-09-11 07:47:06
7
mamoyo special ❣️ 💖 🇿🇼🇧🇼 :
taurai henyu ndakaramba garden boy wangu hanzii hee haana mari anondida zvekudaro
2026-09-11 11:02:38
11
Tinashe Majoni :
tajaira isu anamakanika🥰🥰🥰
2026-09-11 07:10:01
6
ziejay :
stages of life in Zim 😌
birth
Nhai mwari
death
2026-09-11 10:22:02
20
Winnie tee :
my man is motor mechanic but anondida zvekudaro and ane ma big plans on me ndega ndotoona kuti apa pane future 😘🙏
2026-09-11 09:36:16
12
Tino Ⓜ️✅️↩️♻️💠⏭️⏩️▶️ :
Pano pashandiswa
2026-09-11 07:38:19
6
Evie..Wenyu :
ndoda kuisa 10 malikes ndobaya papi 🥰
2026-09-11 16:44:36
5
Dee :
well said ..ndine wank anoita mababsa emaoko,,God bless my man for me ,zvese ,zvaanobata ngazviropafadzwe nemi💝💝..... Ndokuda babe.....
2026-09-11 06:30:06
9
To see more videos from user @msgweks, please go to the Tikwm
homepage.