@batsiraishasha: Kana dziriko ngirozi nhai mwariwe. #moto🔥🔥 #ngausadzima #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #ngirozi

Batsirai Shasha
Batsirai Shasha
Open In TikTok:
Region: GB
Thursday 10 September 2026 16:48:43 GMT
83440
9533
183
137

Music

Download

Comments

muneh433
Muneh :
Kana dziriko ngirozi Baba dzinoona mezveutano gadzisakotsire dzisati dzasvika kuGeneral Hospital muzuva ranhasi. Ngirozi ndinodzisheedza dzishanye madekwane ano
2026-09-10 19:03:44
135
athaaaa59
athaaaa59 :
ngadzisakotsira dzisati dzandipawo murume
2026-09-10 17:03:16
62
cornwell97
@CMD2497 :
This song make crying and I'm also blessed with songy brother my lord bless you
2026-09-10 18:07:19
21
chirecharutendo
🦋Mwana Wacho🇿🇼🇲🇺 :
Amen may all your wishes come true 🔥🔥
2026-09-13 05:48:40
2
user8183449663204
Martha :
ndaremerwa ini asi wekuudza hapana .nditofunga kuzviuraya asi ndozofunga kuti ndine mwana
2026-09-11 15:39:57
4
modestar.nyamande
Modestar Nyamande :
ko dzaipa vamwe vana mwari hadzichadzoke hr ndakapesana nadzo
2026-09-11 13:04:14
19
tsanzie19
Tsanzie@19 :
Kana dziriko ngirozi dzinoona nezve hupenyu 🥺dzisakotsirawo dzisati dzandiona Mwari🥺🥺ndakumbirawo
2026-09-12 15:42:10
9
user5014717981422
Pipie❤️ :
kana dziriko ngirozi Mwari dzinoona nezvemabasa ngadzisakotsire dzisati dzandiona🥺
2026-09-13 10:40:12
17
user866931757605
manyoni🥰💖💕💞 :
jona ndiye akanzi akakwira mumuti here kuti awone jesu😳
2026-09-13 19:31:06
0
gracefaith200
🌠Grace🌠 :
The song is too much so touching🥺
2026-09-11 19:24:34
5
adizaa98
Admire Dale :
powerful n emotional
2026-09-12 12:06:22
1
lerry1734
sweetdhunda😘 :
Kana dziri ko zveshuwa Dai dzarega kukotsira adzisati dzandiona nyaya yevana ndigopupurawo kt ndakamuona anondiona jehovah elroy😩
2026-09-10 18:41:03
9
memobae60
memobae60 :
i love this song
2026-09-10 18:13:07
5
wisdomkasiyakasiya
wisdomkasiyakasiy :
mafans ake muripi koo 😄😄😄
2026-10-05 07:14:06
1
blessingcharks44
CharksAgri&Livestock🐂🐐🐔 :
Moyo wangu Jesu. Thanks Batsi
2026-09-12 14:45:03
1
mama.mimi437
shery :
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Moyo wangu wakabaiwaa Moyo wangu unorwadziwa
2026-09-11 07:50:15
7
magumbospecial12
magumbo special♥️ :
kana dziriko ngirozi mwari dzinoona nezve hutano ngadzisakotsire dzisati dzandiona 🙏🙏🙏
2026-09-12 15:51:20
3
user3965213992575
RUVA❤️❤️ :
kana dziriko ngirozi Mwari dzinowona nezvevana ngadzisakotsire dzisati dzawona vana vangu
2026-09-11 18:38:42
3
tryphine.madzura
tiriri :
ngadzisakotsirq dzisati dzandiona
2026-09-11 14:19:14
2
maidivas2
Maidivas2 :
powerful song, thank you Minister
2026-09-11 18:12:40
3
sanshumba777
GogoShumba :
haa Batsi ini ndoona sekuti dzakakotsira kare haaa ndaneta😭😭
2026-09-11 14:34:05
3
letwintahwiramidze
Lettie :
Kana dziriko ngirozi dzinoona nezvevana ngadzisakotsire dzisati dzandiona🙏
2026-09-12 16:50:49
2
naomanjenjenje
Glory :
Munogona mkoma kana dziriko Ngirozi dzinoona nezve marriage ngadzisakotsire dzisati dzandiona ndarwadziwa nekutambiswa😭😭😭😭
2026-09-12 06:02:32
4
nyariegwenu
mai Neema :
moyo wakapwanyika😭😭😭
2026-09-11 14:50:16
2
user3339607046811
Primrose Matope :
moyo wangu wakaputswa ini😭😭😭😭
2026-09-11 14:58:39
4
To see more videos from user @batsiraishasha, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About