relationship ya Tawanda na mama ndoyandikuzoita nemwana wangu nyangwe aroora, that's my declaration 🥰, vanowirirana Tawanda anoda mai vake 🥰🥰, denga itira Tawanda zvakanaka 🙏
2026-09-11 19:37:09
121
tina :
She’s happy. Tawanda u are special 🥰😍
2026-10-05 09:36:11
56
Thelma :
ndkuuda kuseka ndichiita noise but because ndakatsamwira my teenage son,anozofunga nyaya yake yapera🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2026-09-11 20:35:15
75
Leeshanebee26 :
Wauraya mai vangu nekuseka 😂😂😂…
2026-09-11 10:44:35
65
Shezz1970 :
kkk Tawanda and mum they make my day
2026-10-03 06:04:50
11
Trevor aka Jaiden 🩸 :
its a blessing 🙌 to see mama smiling 🥰
some lost their parents .....some are still alive