@kinglandylyrics: Jah Prayzah ft Mudiwa Wood #newmusic #lyrics #kinglandylyrics #fyp

👑KingLandy Lyrics👑
👑KingLandy Lyrics👑
Open In TikTok:
Region: GB
Friday 11 September 2026 06:39:46 GMT
123588
12077
197
349

Music

Download

Comments

tevezterencekays
T£RRY🇿🇼🇨🇵🇨🇵 :
Mudiwa kumamira song
2026-09-11 15:53:14
85
rue87267
Rue🥰 :
JP dai wakatoimba hako wega song iyi
2026-09-12 19:15:09
25
cleo_sibanda
cleo_sibanda :
Hit song 🔥🔥🙏🙏
2026-09-12 05:36:47
0
joylineziramba
Joyline Ziramba :
Mukudzei wedu nemumwe munhu☺️
2026-09-11 17:55:46
33
simba.moses5
simba moses :
ava vanozviva zvavanoita manje vasiyana nevamwe vese
2026-09-11 16:44:31
37
eazmode48
vakuru ve source :
ko Mudiwa ko de wakangotaura ka kuti haudi kuimba ka
2026-09-11 21:00:25
39
ruchie84
RuChie :
mudiwa anoimba gospel hip-hop [Snicker]
2026-09-13 12:00:33
1
y.bills02
ich bin yemurai :
mudiwa wood how are you😁
2026-09-13 12:10:15
0
usermasibby
ivy Gumede :
name of song please 🙏
2026-09-11 07:36:47
16
amos.wyson
Amos Wyson :
I’m going for a drive guys I will come back with results if it’s a nice song
2026-09-11 17:23:47
27
devotiontiz
YourFutureCEO😇 :
Mudiwa dai amboita focus on writing books 😂❤️
2026-09-13 20:19:45
0
travisbilly211
travisbilly21 :
my song of the week
2026-09-12 17:45:39
2
abie.yadah.mudzag
Abie Yadah Mudzagada :
yowee song yatanga mushe wani Mudiwa nhai chii chakadaro
2026-09-12 03:34:45
8
mai.kuku56
mai kuku 😍 :
Kune mweya yerima inotewera vanorarama Amen jah
2026-09-11 16:06:26
17
mestr659
M🅰️estr🅾️ :
Uyu wamunoti Mudiwa amamira song
2026-09-11 23:53:50
5
user5265531569062
Chemu@22 :
Haaaa ko.goat redu rakuita macollabo nana captain Britain futiii
2026-09-13 18:14:42
0
talenttalenyatich
talenttalenyatich :
haa ana mudiwa chiiko
2026-09-12 10:11:27
5
immie.zheti
Immie Zheti :
Yabuda hre song iyo haisi kuvanika wani
2026-09-11 17:05:23
5
clearancechikotom
clearancechikotom :
Pazvangonzi mudiwa zvabva zvadhakwa. Sorry Jah we meet next time.
2026-09-13 20:53:00
1
kg.homez.furniture
KG Homez Furniture :
prayzah 👊🙏
2026-09-11 18:37:52
2
trishndachekwa
mai vegirls :
Aya ndibaba chete ndapedza nemi
2026-09-13 11:43:21
2
shaunkays2
Kuda Shaun Kay-z :
Kkk ndafunga kuma relay kwekuti munhu anotanga akahwinanakavhurira gap finisher wobva azosunga wodyisa team zvake😂
2026-09-12 10:21:55
3
mum.jay319
M💗u💕m ❤️J🥰a😍y🧑‍🍼 :
ndian arikutaura pasong yenyu mkoma Mukudzei
2026-09-12 20:27:07
1
To see more videos from user @kinglandylyrics, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About