Mama i love you so much ndineshuwiro yekutotaura nemi
2026-09-14 15:30:16
0
moyo07 :
auntie vangu
2026-09-11 20:46:39
2
evidencemaushe :
haaaaa mama Dorcas Moyo ka haaaaaa matoregerera paKariba apa uuummmmm Mumwe kwese maenda asi Kariba mairegerera dai maita plana moms seni hngu haaaa andigoni nemi mhamha Dorcas chishuwo changu kukuonayi Ndrikutoita plan pa31 apa cz haaaaaaa muriHuchi pasina Nyuchi Mwari akakuoayi chipo chenyu chaicho Rambai muchitiimbira Nziyo dzenyu dzinondiita ndigare paDhuze naMwari Rambai makadaro mama Moyo Stay turned mama God bless you mama Mwari akuchengeteyi kwese kwamungaenda niMhamzi be blessed mama🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏