Guys l think deleting as soon as u r in your emotions, anger and all doesn’t help me hangu, not that l will be looking at them but i feel like deleting them ndisisa feeler anything whether good or bad is easier to move on
2026-09-13 23:10:06
8
Ammie❤️ :
Isu edu chero tikanzwa kuti Ave mbinga we won't regret anything kuzoti pikicha zvaro ndoridii kuchengeta nonsense muphone😂😂😂
2026-09-13 19:19:13
20
Akosha :
ndodeliter mangwana chaiye
2026-09-13 20:40:41
2
~Bluebabyy🦋💎 :
😂😂😂😂😂😂 yohweee
2026-09-13 18:09:34
1
chivuhwa sithembiso :
yuhwiii
2026-09-13 19:34:17
1
valz :
Rega nditobvisa izvezvi 😏.
2026-09-13 22:27:29
1
Mwana wa Ananiah🦋❤️ :
Tainzwanana🙄💔
2026-09-13 18:16:03
9
tanny :
🤣🤣🤣aiva sweet mom
2026-09-13 19:03:54
2
Euty :
🤣🤣🤣 Vanhu vakawanda vachiri kuda vanhu vavo and I now believe impact yatosiya muvanhu.. Love yakafanana nedoro or fodya zvonetsa kusiya plus zviriko kuvarume futi
2026-09-15 04:33:10
2
𝐊𝐞𝐢𝐲 𝐅𝐫𝐢𝐝𝐚𝐲🇿🇼 :
Tinenge tichida kuzoposta kana aroorwa 😂😂😂😂😂
2026-09-14 15:27:14
1
haruna :
ndatobvisa izvozvi
2026-09-13 19:37:16
1
bee wangu :
ndosaka vachiramba vane hrtbreak
2026-09-14 08:07:56
1
~~Butterfly :
nhaimi nhaimi ma memories eyi
2026-09-13 19:32:09
1
Tafadzwa :
Chokwadi 😂😂😂😂😂😂
2026-09-13 18:42:15
1
natie03 :
asii mapinda muphone mangu😭😭😭😭🤣🤣🤣🙌
2026-09-14 06:40:02
1
tecla :
as mukutaura inini😭😭😂
2026-09-13 22:18:19
1
missmakanakazw :
Damn😭
2026-09-14 01:58:19
1
Nallychinice :
chiiko nemi ayaaas🙌🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
2026-09-13 21:10:30
2
💜💚mumley💚❤️ :
amen 🙏
2026-09-13 20:21:20
1
To see more videos from user @msgweks, please go to the Tikwm
homepage.