must divorce the first wife b4 marrying the second one
2026-09-13 21:09:56
3
shivon :
makamuona here
2026-09-13 19:22:36
1
user3088610793061 :
Mukadzi akatadza you can’t kill someone like that period
2026-09-13 19:03:49
15
Gabriel Chigiji :
Makafanana shame ma brothers
2026-09-13 21:48:37
0
user5974014501977 :
saka U think kuti mainini is an Angel ?
2026-09-13 21:01:34
1
Felicity :
Dzinenge ndidzo dzkanoroora mainini idzi..
2026-09-13 19:25:34
16
user1849523082424 :
looking for another wife to marry wasnt a solution you should have done counseling to these people look how it has ended
2026-09-13 19:56:25
5
Noml🌟 :
Mwari ini andidi hangu kuroorwa pamusoro pe situation yekugadzirisa problem yemumba mevamwe vanhu ndoanonzi mamhepo munyama wakaipisisa pa marriage ,ndoda kutanga yangu ine stress yangu ndega
2026-09-13 18:58:44
17
Si Berna :
Ndofunga kuti ndimi makanoroora mainini imi zvino vana muchengete zvavaiitwa
2026-09-13 19:22:15
14
Lucy :
Dai makagadzirisa nyaya mumba decision yenyu ndiyoyi
2026-09-13 18:50:02
6
MARKS TV :
why Madaro?
2026-09-13 20:05:26
0
mike sango :
you r ryt
2026-09-13 20:09:01
0
🎀Leoser🦋 :
ndikuuya nedemo
2026-09-13 21:03:44
0
Pamela :
iyi family iyi inenge yemapenzi shuwa regai mukadzi uya akashandisa demo aaah
2026-09-13 21:16:27
2
Prisca Mandiringana :
hamunyepi zvinorwadza
2026-09-13 19:40:55
1
mhamhashanice :
manje akazviwana
2026-09-13 19:01:16
0
shanty :
muchazvirega
2026-09-13 18:55:56
0
chipsrue# machuma 💜💜💜💜💜 :
Mukadzi anobata demo..this marriage was toxic..
2026-09-14 01:46:55
0
MARKS TV :
Amen
2026-09-13 20:47:39
0
Arsh :
zvakaoma
2026-09-13 18:58:30
0
Best Analyst 🇿🇼🇬🇧 :
zvakaoma
2026-09-13 21:12:30
0
To see more videos from user @reallifestories2000, please go to the Tikwm
homepage.