ko maiteerana nehanzvadzi kudaro kuti zviite sei ndimi baba mike adhala imi
2026-09-14 08:53:46
3
Deep pool :
yes , Mambo ngavachipindira manje, then Mambo ndivo vachazoti maDNA vaitwe kox apa katooma moyo
2026-09-14 10:38:59
2
Solamuronzi :
next
2026-09-14 10:46:14
1
📌boss mama📍❣️🇿🇼 :
Tinashe Mugabe ariko wani
2026-09-14 13:42:14
1
Mai t.n.e :
sekuru vanoda shamhu
2026-09-14 13:35:21
1
Tendai Mandityira :
Endai kwa Tinashe
2026-09-14 10:27:21
1
Innocent Tengenyika :
drama🤣🤣🤣
2026-09-14 10:05:37
1
babajahmiel :
Musatambisire vanhu data imi
2026-09-14 09:30:49
2
beuty :
Daidzai Tinashe Mugabe
2026-09-14 09:33:29
1
chiefjustice045 :
Kana zvanetsa danai vaMugabe Tichkach.
2026-09-14 13:44:29
1
S Vee 🇦🇺 :
ummmmm tipeiwo maserious nenyaya yaMike iye zvino zvakuita kunge drama kana nyaya iyi iri yechokwadi please chiregai kuramba muchingotenderera daidzai Tinashe Mugabe finish
2026-09-14 18:41:09
1
Beauty Bhombs :
vanoda kurohwa baba Mike cz ana sisi vake havapenge kutaura zvinhu zvinonyadzisa kudaro pajekerere kuti ndakarara nebrother yangu