Problem kukanzi kune musangano ndimi munenge muriko machida ma chicken inn ema $4
2026-09-18 06:40:03
186
Queen Glo 👸👑 :
takati vhoterai Chamisa mukati pamberi neZanu saka tikuitei sei mhamha
2026-09-18 19:04:42
64
𝔇𝔞𝔡𝔖𝔥𝔞3️⃣ 𝔗𝔦𝔫𝔞𝔵𝔢 :
ZANU PF inzwaiwo tsitsi makaberekwawo sure 😭😭😭😭😭😭
2026-09-18 06:10:17
40
Stone Cold :
Makamama
2026-09-18 10:56:13
9
Ck :
Kuna Mwari kudenga Momz
2026-09-18 05:26:49
30
man of victory :
ameno mwari ini ndakamira kare kunamatira zimbabwe ...kukapihwa prayer point ku church anditoinamatire ndotonangana nematambudziko angu
2026-09-18 08:01:17
6
Washington NKM ♥ :
Minister Garwe and Mayor you should have came up with a plan before demolishing these structures.Fungirai vamwe kuti vanorarama sei.Thats being selfish
2026-09-18 07:51:32
6
pfoooo123 :
a president is not a father .munhu anomirira nyika chete kwete kutiii baba ndosaka vanhu vachibviswa pachiuya mumwe.respect mukakurumidza kuvapa muchitii baba saka atova ma1 enyu
Makapusa nanhasi hamusati madzidza kuti ZANUPF ino shandisa vanhu, mapedza kuvota moraswa, baba venyu vari kumusha vana vavo ndi Collins na Sean, zvenyu zvekuti baba kune munhu wakaziva kuno ku Harare muchazvirega
2026-09-18 06:13:32
8
clemence bendezi :
kkkkkkkkkkkkkkkk nyaya iyi serious but inosekesa
2026-09-18 04:51:43
12
user8732976558382 :
kkkkkkkkk pamberi ne zanupf
2026-09-18 05:26:42
12
mr true :
politics amai vanenge vachida vote chete ava.
2026-09-18 04:30:21
12
Lloyd skylar :
[Fire][Fire][Fire][Fire][Fire]vision 2030
2026-09-18 09:04:16
1
nicolas ruwoko :
zvorwadza izvi...mwari mukuzviona here izvi
2026-09-18 05:51:33
5
mam Ro :
Zviri kurwadza, sorry mama,ndonamatira kuti Mwari vavhure imwe nzira yekuti murarame nayo, age yenyu yava kuda kuti muve ne peace muchifara, sorry mama