I went back home ndatoona kuti ndingaite pamuromo naLandlady
Till date mari haisati yauya
2026-09-18 11:35:26
0
Lizzy😘❤️ :
ototenfa grocery re300 asat akupa 80 dollars
2026-09-18 11:31:04
3
Charlene :
imagine if you ask about that 2 weeks ari upset
2026-09-18 09:10:28
1
blackjack :
choisikahere pa status coz heyi boss vakatsika plug
2026-09-18 12:27:12
1
user75414067293005 :
well said thank you
2026-09-18 12:38:57
0
Zimba Throwback :
people are selfish out there
2026-09-18 13:15:56
0
YarnHoney :
I paid my employees well and even attending to their personal problems and at last my business became a joke more of like a charity case. Chakunetsera MaZimba ndechekuti people now want to be paid for nothing
2026-09-18 10:42:42
5
💙Samurai Ba Zayn 💙 :
Just sent this to payroll 😹🔥🔥
2026-09-18 09:16:47
2
Tanaka shoniwa _-TKLT-# :
haa ndipeiwo vid racho ndikuda kusendare boss pamwe vanganzwisisowo vakandipawo mari yangu😅
2026-09-18 08:30:55
1
Mama Clarie salon :
kune vanhu vanezvivindi
2026-09-18 08:19:19
2
Munchie#Thickbae :
manje inini they work vachingoda mari not worried abt how they are doing pabasa munhu anoda pay iye asingatengese mari yaanohora haa ndaneta ini
2026-09-18 06:30:18
2
𝓡𝓾𝓿𝓪 𝓜.🌷 :
2026-09-18 09:17:58
0
L!zy😍🥰 :
hanzi ndaimupa $80 ndichimubata se sister yangu apa pavana 3, mainini na madam boss,zvikanzi akanditiza haafe akavana munhu bhoo seni... ndakanakinzwa mumushika shika nezuro🤣🤣🤣🤣🤣