3 Kushonga kwenyu ngakurege kuva kwokunze, kwokuruka vhudzi, nokushonga ndarama, kana kupfeka nguvo;
4 asi ngakuve munhu wakavanzika womoyo, wakashonga zvisingavori zvomweya munyoro wakanyarara, unokosha, zvikuru pamberi paMwari.
2026-09-18 13:50:16
16
Mufaro Traditional Foods :
kkkk church inoshaya position sei..
2026-09-18 13:34:37
9
SG Mufuka :
it's only telling people to be perfect inwards as well than to be seen clean from outside only, ndozvaitsanangurwa neshoko.
2026-09-21 16:34:26
4
Laaah :
ummm in hangu that's why I want my natural, personal I dnt feel comfortable nejuruka zvimwe zvinhu zvisiri bvudzi rangu
2026-09-19 08:45:58
5
mama dee :
chokwadi mkadzi haarukwi musoro natural hair is good
2026-09-19 07:21:49
8
Angeline zanga chichi :
verse riripo mufundisi
2026-09-18 10:54:21
6
Massey :
ivai nemoyo yakanaka nerudo , love love ,zvimwe zvose hazvina basa izvo
2026-09-20 16:21:39
0
Panashe Murah Gushungo :
kutorukwa kutotadzira Mwari
2026-09-18 18:11:26
2
mwanasikana vekwa Zhiva mamoyo :
vakadzi hawatenderwe
2026-09-18 13:31:49
6
BossBaRopa💓💤 :
Pindurai mubvunzo according Bible
2026-09-24 22:46:11
2
TerryMakanaka :
chero kurukwa Magodi here??
2026-09-18 13:53:59
1
Masiziba special💕💕💕 :
tipeiwo verse revarume tarinzwa
2026-09-18 20:18:15
1
T.K# :
ini hangu zviri mu bible ndakasiyana nazvo handigone kuzvitevedzera handidi kutadzira Mwari kana wada kutevedzera murairo iri mu bible unofanira kutevedzera yese
vakadzi avana trust, vanotoona runako rwavakapirwa naMwari, rwakasiidzirwa so vanoda ku additor kudarika Mwari akasika
2026-09-19 18:30:39
0
Tekay :
ini ndinotenda kt muChristu wese anotenda Bible rese. pane verse inototi usabvisa kana kuwedzera zvrimo so kana bible rakati no it's no hazvidi kidudzirwa izvozvo
2026-09-21 07:56:44
2
BaAyz07 :
ko Shoko raMwari rinotii
2026-09-18 09:50:09
3
Loyc Tanyaradzwa Mtetwa :
church yaMwari haitenderi kurukwa, period.Mwari haende mberi odzoka shure
2026-09-20 19:25:46
1
jajatyjk :
[Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy] pane wanoda bvudzi rewamwe [Tears of joy][Tears of joy][Tears of joy]
2026-09-21 13:37:55
1
Apostle T Mnyongani :
ngatimbosiye church doctrine timbonzwa book kuti rinotiii
2026-09-20 04:47:34
1
To see more videos from user @adventevangelising, please go to the Tikwm
homepage.