ini handitoride bonde racho ndinotonzwa hasha ndikagumiwa kumagaro haaaaaaa
2026-09-20 09:23:50
1
Petronella Lupepe :
Thank u prophet
2026-09-20 17:24:00
0
gogo :
sekuru mamukasei ndakaita minamato we garlic ne mirror.ndarota ndazvara vana vatatu nguva imwechete asi ndanga ndicivatambidzwa navamwene vangu .asi vana ava vanga vachiratidza kuti vazvarwa nguva yavo isati yasvika asi vazoguma vachifa dzikapera dzakadaro