inini ndkaenda ku south but ndaimbogara ku warren park day randkaenda ndkanzi namai vapamba pandai lodger ukuenda kupi ndikati ku town ndikanyarara vakazondifonera vachiti heee wakaenda ku south ukuita zvechihure ndikati zvineyi nemi and maudzwa nani apa Mari yavo ndaivapa ska ndakazotuma mupfnha wangu kuti aende kunotama vasingazive vakamuti makaenda kunogara kupi asi munoti ndinoroya apa mupfnha wangu iyeye akasvika zvinhu zvese zvine tsvina Mumba kuratidza kuti maishandiswa ndopandakaona kuti ku warren park kune varoyi sure
2026-09-22 11:40:54
5
Luvie :
zvaari mashura nhaimi😳
2026-09-22 16:26:04
3
Elinah Mangezi :
ndinadzo sinurai ndi sekuru vangu mukuru wechurch iyoyo
2026-09-22 19:04:10
0
sandra❤️ :
zvekiti izvi ndakambogara pamba pakadaro
2026-09-22 12:05:47
5
Maphosa wangu :
Chikiti it's a big noo
2026-09-22 12:39:01
4
Tinoe :
Yoooooooo
2026-09-22 11:58:26
2
prisca Majehwe :
Zvakaoma shuwa
2026-09-22 12:33:23
3
mama kaTercia :
don't cry
2026-09-22 11:17:53
3
ONE CHIFEMALE BOSS🇿🇼🇦🇪 :
grj ine varoyi
2026-09-22 12:43:42
4
Flocey :
usachema haaa ndarwadziwa
2026-09-22 12:13:38
3
ONE CHIFEMALE BOSS🇿🇼🇦🇪 :
yowee 25 zvikiti
2026-09-22 12:42:04
2
Nyarie ♥️💖💞💕 :
GRJ
2026-09-22 11:18:09
2
Cee :
shame....lm sorry
2026-09-22 11:25:19
3
To see more videos from user @mwanawacaptain2, please go to the Tikwm
homepage.