@maimakuhwaesepano: Vasiya vana zvinorwadza

Mazivazvose
Mazivazvose
Open In TikTok:
Region: ZA
Wednesday 23 September 2026 14:37:27 GMT
236098
8329
685
429

Music

Download

Comments

bubutanya4
Bubu :
L wonder what happened shuwa kufa mese leaving vana vadiki kudai💔💔
2026-09-24 17:10:12
0
kukuegoddess
Kukue8 :
Ini ndakaenda kumarriage kwe 1 year ndakabuda ndichimhanya ndaimuka pakati pehusiku munhu akanditarisa ndarara that was the biggest red flag
2026-09-23 21:16:33
45
lewismujuru
Lewis Mujuru :
vana vanokura ini ndakafirwa ndine 7yrs but ndiriko ndiri kufadaya
2026-09-23 15:54:04
127
rebecca.tawona
chiherachashe :
Nekuda kwenyaya idzi kaaa ndane3days ndichidzora muroora wnku kuti garisanai zvakanaka achingoti regai ndiende asi nhasi ndazosvika pakusimuka kunoti maiguru endai henyu kana mazvitadza sure vaenda varivapenyu kana zvaramba ngatiendei sure
2026-09-23 17:26:45
263
chihera311
Chihera🍂 :
vanhu vari mumarriage musaita iyi yamurikuita iyi especially kana matova nevana murikusiya vana vane trauma for the rest of their lives. veduweka kana zvanetsa siyanai kani aah veduwe
2026-09-23 15:26:06
556
aneloe20
Anesu Loice :
ini hangu ndarwadziwa naMai munashe 😭😭vakamboita tete vangu amai ava vaindida sei 😭😭😭hana yangu ikurova veduweee eish zvakawoma
2026-09-23 19:41:17
28
mary.gildada.rwas
Mary Gildada Rwasoka :
madzimai ngatifungei Wana tisati tatora action [Crying][Crying][Crying][Crying]
2026-09-24 11:41:45
1
rumbiemagony
Moana rue :
marriage ndo matuzvi manje
2026-09-23 19:29:59
11
dilararene
Gidget :
muchabannisa marriage imi aaaah
2026-09-23 16:27:10
15
gogo.muggers
Gogo Muggers🥰 :
Tava kurarama mumazuva okupedzisira ,ngatitsvagei Mwari ,zviri kurwadza hamawe
2026-09-23 18:48:37
32
gamuchiraimange
Ms Gee❤️ :
from a heart of a sister and a mom, ndirikurwadziwa hangu veduwe. Vana ava vasiirwa ronda risingapori, it's not easy🥹🥹🥹 kana zvarema budai veduwe, we all start somewhere
2026-09-24 09:35:30
1
trinity96580
Sokoteee :
so said
2026-09-24 13:10:08
0
susan.tafirenyika
Susan tafirenyika :
so sad mai munashe wasiya nani vana
2026-09-23 14:44:26
41
agnellah6
agnellah6 :
this is so painfull ....
2026-09-23 16:51:56
0
shecooks98
SheCooks :
My son lost his dad at 7 that boy struggled dai ndisipo it would have been hard for him l feel sorry for the children vese here kuenda let’s think of our kids please
2026-09-23 16:22:53
18
yoliguz
yoliguz :
vane vana musashingirira marriage......idai vana venyu kunyanya....don't live in a toxic marriage....tora vana vako uende to a safer environment......zvirikurwadza zvirikuitika izvi 😭😭
2026-09-23 16:43:14
31
naizner0
naizner :
I lost my mother while I was 10 i thank my South African step mom raised me as his own am now turning 36yrs 😢😢
2026-09-23 20:17:56
18
young.gee7714
Vale wenyu :
Ini hanku handiroore zvikaramba zvakadai
2026-09-23 17:18:39
6
lisapdzikiti6
lisa :
ini ndkarooorwa last 5 january nhumbu ichibta ndikaita miscarriage 29 ndega murume asipo think aenda kubsa akndiblock ndchimufonera .azouy ndakangoti maybe ange aribusy pakazofona girlfriend ichitenda mnje ndopakaeasik nyya kumubvunza kwave kundirova .ndkanyrara ini tore protection chinyararire akazoshmisik tave kuenda kucourt .hama dzakandi buller kt munhu akaroora bt hndin kudzoea tsvimbo murume anorova nooo ndpazvorangira ipapo
2026-09-24 05:15:59
6
victoria.chirodza
Victoria Chirodza :
kana pane akarombera ma couple ngaanodzosera pliz zvanyanya izvi
2026-09-23 16:03:57
19
mamoe.bae63
Mamoe bae :
Nyaya ndeyei yhoooo zvinorwadza
2026-09-23 15:07:08
5
user12614835707314
vee :
I think pane akaromba kuti everyday vanhu vaurayane ahhhh everyday here
2026-09-23 15:53:29
13
sh_y.lettt
@sh_y.lettt :
ini ndosupporter Man U payakadyiwa ndaipopota ndega pasina aindipindura ndikazvirarira hehasha ndikazomuka ndikadya chimunya changu ndakaoona kuti zvitorinane pane marriage
2026-09-23 18:10:09
5
lillianmadyambudz
mamoyo :
hanzi zvaita seiko kuti vazviuraye
2026-09-23 15:47:34
4
the_one111111111i
Undefeated? :
Vana vanokura avo ah ini ndakasiiwa namhamha ndine 6yrs apa baba ndisingavazive ,up to now baba handivazive ,ndakarerwa kanaSekuru nekupinzwa chikoro navo...now am 25 ndikutozvishandira zvangu ,basa racho ndakapinzwa naSekuru ft uye sekuru vacho ndivo vandiri kugara navo
2026-09-24 05:57:15
1
To see more videos from user @maimakuhwaesepano, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About