@admas_isheanesu: Ini ndiri kuti chokwadi ngachizikanwe ,vakuru ngavakudzwe uye ngavapihwe nzvimbo dzavo .Ndafara ndaona mutungamiri wedu baba Lawrence vatendera pachena kuti mupostori avigwe zviri mutsanguro dzakataurwa nababa Jowani . Amai Sisinance vavigwa vaisiri mu box ndinokutendai baba Lawrence #masowething #masoweupdates #johanemasowechishanu_updates #masowething❤🙏 #AdmassIsheanesu

Admass Isheanesu
Admass Isheanesu
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 23 September 2026 17:07:37 GMT
12325
437
9
7

Music

Download

Comments

tinashemarufu975
Luffie Luffaz :
long live baba Katsiru
2026-09-23 18:02:32
4
gamuchiraindoro99
Gamuchirai Ndoro :
zvakakosha izvozvo baba ndokunamata uko
2026-09-24 07:18:23
1
phil3378
phil :
tambai nezvimwe baba Lawrence Katsiru komborerwai
2026-09-24 15:44:16
2
user6706811368429
Baba Edson :
ummm dzikamai baba
2026-09-23 17:18:59
3
.dennis.jera
.Dewel :
long live Mutungamiri
2026-09-24 12:39:16
0
tatendamunyonga56
Tatenda Munyonga :
kwazuwai Ginatsio kwazuwai, tenzi wangu kwazuwai tsinga dzechinamato chavatema maremekedzwa zvikuru
2026-09-23 17:39:09
1
user9833972606628
Mom Lerato :
nezuro vakomana makadzidziswa
2026-09-24 07:15:48
1
cptnkuffour
cptn :
vatungamiri vekuma pani zvigaro zvehohwa
2026-09-23 18:31:45
1
To see more videos from user @admas_isheanesu, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About