Dai mauya sure baba ndakukundikana ini be situation yang ndotonzi ndine BP here ne19 years
2026-09-26 21:37:46
2
mwana waashumba❤❤ :
pane imwe situation yekuti unonyatsoona kuti hapasi kuda hama kana mubereki kana mari irikunyatsoda one on one namwari seni ndakaremerwa zvekuti ndinopfugama ndichida kunamata ndoshaya kana word rekutaura ndongoti mwari musodzi unobva wangotanga kubuda zvawo 💔💔💔dai mwari vambotishanyirawo kuzotidzikinurawo takaremerwa chaiko😭😭😭🙏🙏🙏
2026-09-26 08:13:08
13
Silencer...🩺💉 :
this song is emotional
2026-09-26 07:19:54
5
saneliesheshane :
I don't understand the language but am in love with the lyrics
2026-09-25 13:54:44
2
Winny :
inyika ipi iyi
2026-09-27 17:37:12
0
monkeybae🫶❤️ :
Dai vauya sure takaremerwa
2026-09-24 10:46:21
10
queenfari :
Mwari wangu dai mazwa kuchema kwevana venyu vari kuchema
2026-09-25 08:41:03
2
Tinashe Dube :
ndaneta nekuchema baba ndinyaradzeiwo mundipukutewo misodzi yangu
2026-09-25 07:44:54
4
Plaxedes Madhidha :
baba huyamuzotiyaradza
2026-10-01 07:50:59
1
wewe :
dai vachingouya havo baba
2026-09-25 19:55:58
1
Mai Tee :
huyai baba munyaradze vana vangu panguva yekufirwa nadad ndega handigoni kuvanyaradza💔💔
2026-09-24 19:48:02
1
chilacygift :
name of song n artist
2026-09-25 17:14:38
1
Tania t :
Huyai vana venyu voparara nekuurayana everyday hazvichanakidze
2026-09-25 19:34:04
1
To see more videos from user @03msoni, please go to the Tikwm
homepage.