@maibozeni: do not share the news #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #zimuk🇬🇧🇿🇼tiktok #zimskits #zimbabwe #fyp

maibozeni
maibozeni
Open In TikTok:
Region: GB
Friday 25 September 2026 16:10:15 GMT
24900
1968
157
103

Music

Download

Comments

masivanda07
QueenB :
mbuya vangu waivaudza nyaya woti musaudze munhu uchingobuda mumba uchidzoka unonzwa vakukudza latest yawavaudza🤣🤣🤣woti inga ndini ndakuudzai ndikati muaaudze vanhu 🤣🤣🤣
2026-09-25 17:34:39
28
nyahmercy3
nyahsue❤️ :
u remind me of my dad,he couldn't keep quiet kkk miss my old man
2026-10-27 13:15:12
1
thambisabangwayo
Thambisa Bangwayo :
ndakamboenda kuInterview kuBank mai vangu vakasara vachiudza vanhu kuti awana basa akushanda mubank😂😂😂 I will never forget that day🤣🤣🤣 apa basa rakazoramba kutamba
2026-09-26 09:55:09
9
sadiakim90
sadiakim :
Kkk thats me kna ndiine soko
2026-09-25 18:16:33
6
nolietsamboko
nollysamboko :
mai boziiii
2026-10-24 16:45:57
1
natiko912
Evangelist :
Matoremerwa ere kkkkkk
2026-09-26 10:24:58
2
mercysellina
Mercysellina :
Maremerwa Mai Bozeni mukati aChimhete vacharemerwa wo veduwee. Bestie ana Bestie wake wo. ❤️
2026-10-03 00:10:19
2
gaudencia468
Gaudencia :
Mai Bozeni woye wandiuraya nekuseka nhasi
2026-09-25 17:38:54
6
user85042277787541
tawananyasha :
mai bhoziii
2026-09-25 17:32:22
4
elder.dm
Elder DM :
kkkk hanzi ndinofa ndiri mombe...ndisingataure😅 boom 2wks later wonzwa waakunzi Makati trinozokuroyaika..dai asiri mai ako akandiudza ndaitoti ndiye akakupai mutemo iwoyo..
2026-09-25 17:29:16
5
user5670821412609
MaNcube :
ndinomudakariira mai bozeni
2026-10-08 17:58:52
1
liszt613
Liszt :
Mai Boozeeeniiiiii 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
2026-09-25 18:00:04
2
tasmine120
Mai Makudzwaishe 💝Tasmine :
ndimai eya 😂
2026-09-25 16:22:44
2
beatricemacala
Beatrice Macala :
mai Bozeni ndokufarirai
2026-09-25 17:25:10
1
bee27820
Bee :
Ita kuti dhii pamwoyo
2026-10-12 18:31:58
1
user2262498163322
user2262498163322 :
kkkkk asikana ka 😂😂😂😂
2026-10-14 19:31:32
1
brendamanzungu
BrendaManzungu :
Veduwe Bozeni wakugadzira motika iiih😂😂😂😂😂😂
2026-09-26 09:31:04
1
gaudencia468
Gaudencia :
NyaChimhete wanga warova
2026-09-25 17:40:11
1
katraratie
Katra Ratie :
Ahh finishi[Tears of joy][Tears of joy]
2026-10-08 05:57:11
1
elizawisheth
elizarwisheth :
Ndimai Bozie
2026-09-27 16:41:16
1
tapiwa_2352lo
Laura taps :
Mai Bozeni mucharoyese mwana 😂😂😂😂
2026-10-03 10:13:53
1
tryphinekhomozana
Lilytity :
😂😂😂😂😂🤣 aaah mogona zvenyu aaaah zvakaoma hazvo
2026-09-25 17:34:10
1
pashiel.choice
Pashiel Choice :
kkkkkk matoita guhwa
2026-09-25 17:20:46
1
tadis2986
tadis :
[Laugh approved][Laugh approved][Laugh approved][Laugh approved] kana imwi mwatadza kuriti dhiii pamoyo zvino ini ndichagonawo kuriti dhii here mai bozie
2026-10-21 09:31:09
1
user1441132382440
Margaret kwakwara :
Aaaaaaaa ndiwo makorokoto mwana vati musaudze vanhu😂😂😂😂😂
2026-09-25 16:31:26
1
To see more videos from user @maibozeni, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About