@victorypowernetwork: MHAMA @dorcasmoyomusic WE ARE READY! The countdown is on for Dorcas Moyo & The Heavenly Melodies Album Launch – KORONA YEIMVI

Victory Power Network
Victory Power Network
Open In TikTok:
Region: ZW
Saturday 26 September 2026 08:03:18 GMT
178738
9083
418
214

Music

Download

Comments

shraimhungu123
The Liones mhung123 :
ndezve chechi hre izvi
2026-09-26 10:21:57
117
nashe05star
☆star🌟nashe💐 :
Ndkunzwei mchiti kuchurch hakuna vibe😅😅😅🥰
2026-09-26 09:40:17
115
chommie010
~chommie!☠️ 🥀 :
tamba sa dhavidha woimba samiriyemu🙏🙏🙏
2026-09-26 12:49:23
64
josiey
Josephine🤍 :
vanenge varisober here rasta
2026-09-26 12:06:31
27
runakochidemo
runako Manjenjenje Chishongo :
ndendakutoda hwahwa kana zvadai
2026-09-26 13:34:56
22
melodynapwanya1
Chichi :
ko mese mukuti ndezve church hr izvi murikuda kutiiko zvamunoti zve church ndozvakaita seiko
2026-09-26 16:47:20
32
mancue002
Ngei :
zvakaoma hazvo ndezvekutsvaga Mari kwete church
2026-09-26 13:38:09
12
miriammapipi130
Mamoxie💕 :
ava mai vane kakuvhengedzera avaaa ndezve church hre izvoozviii
2026-09-27 16:13:13
7
gladymposiwa
gladymposiwa :
Ko painzi mambo David vakatamba kusvika Mai vapopota pane anoziva here kuti vaitamba seyi, siyai vanhu vatambe
2026-09-30 15:30:01
8
checky.wacho
Checky wacho :
Pabhurwa Dhanzi Apo Hey😁😂🥰🥰🥰
2026-09-26 09:22:29
36
tahmustview274
TAH MUST VIEW🔊 :
Anovenga chakanaka,neanovenga chipo cheumwe haana kusiyana nemuroyi😳 Rasta motamba zvenyu🔥
2026-09-26 19:14:11
14
prosperpulo1
prosperpulo :
hapana chakaipa kutambira Mwari 🔥🔥
2026-09-26 16:23:14
5
hesein5935
hesein :
chikuru usina kuba use yr talent gal
2026-09-26 17:53:38
2
anele00098
Anele :
rasta to the weeee
2026-09-26 08:15:49
7
user9816137503817
mai veboys :
zvakanaka kupengera kunaMwari
2026-10-06 10:45:44
1
chihera627
Slay Baby Zone :
asi vanotamba yooh
2026-09-26 16:34:46
2
user1301812576331
Luwijay :
munoti Mai vaipopoteiko pakatamba David?
2026-10-11 15:21:39
0
tinevimbo2
MamaFay :
ane energy mukadzi uyu 🔥
2026-09-26 17:25:02
1
maimoyo1985
sandratomsen :
makurasika manje sisi Dorca, ndokudai zvisingaite but danzi harina huMwari mukati iro
2026-09-28 13:12:46
2
gelly.manga
Gelly Manga :
team wasu chairo😁😁
2026-09-26 15:50:58
2
user8152160274276
Gafa :
ndokumbirawo kubvunza kuti senyika tirikhendepi
2026-09-26 10:46:10
3
narndile
Narndile :
patorasikwa apo ticha tsiurwa nani
2026-09-29 16:54:48
1
zimukunya
zimukunya :
ndezva Mwari here or ndezve Mari
2026-09-26 15:34:45
3
thatgirldev83
That Girl Dev :
mopedza henyu asi eerh ndezve church here 🤣
2026-09-26 11:39:58
1
bridgoh4
bridgoh :
energy munoriwana kupi nhaimi vanhu vekuma 80's
2026-09-28 09:07:43
4
To see more videos from user @victorypowernetwork, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About