Please pray for my mom she's not feeling ok. May God bless you all
2026-09-26 23:11:50
19
faffy :
i remember 2023 and 2024 pese pandayereswa ndaingopukutwa misodzi neminamato vaive vasina chekutaura vaporofita vaingoita minamato chete voti Mwari akunyaradzei amai munamatise and now here l am lm no longer crying , l cant say life is perfect there will always be new problems here n there amwewo but l have seen the goodness of God , Mwari akanaka uyu ndaive ndapera kuonda nebp now body yadzoka payaimbove before that and lm no longer crying Mwari ava , and zvinongoita Mwari , karma was quick to some of those vakandirwadzisa actually l can say to the main person then after almost 2 years thats when he came and said ndokumbirawo ruregerero zvandakakuita mhosva dzese dzandakakupa wanga usina mhosva lm sorry zvinhu zvakandiomera ndakushaya ndodii l feel its because of hutsinye hwandakaita kwauri
all l can say God is the greatest
2026-09-26 20:46:53
4
chaypee :
these AI songs 😩😩😢
2026-09-26 18:08:18
3
AutoserviceZW :
Airport road
2026-09-27 10:47:44
0
Feli Nancy 💯 :
ndakambozviitwa izvi ,kuiswa pakati ndichiimbirwa muporofita akatanga kuchema akandibata musoro ende nanhasi marriage chaiyo yaramba now 34 yrs nothing .
2026-09-27 06:42:39
26
assynoma :
Mmmm wangu ndafunga 2021 mwana wangu anga avekuda kuchekwa ruoko rwaora bt kudenga kuna Mwari ndakaenda kumasowe verse rikaimbwa iri pandaka dzokera ku hospital Mon zvikadzii infection take yadzikira saka avekuenda ku theater kuno iswa k wiring... Haa chokwadii Mwari variko vakandiwa kuchema. Forever grateful
2026-09-26 14:55:00
76
fruitjuice :
mwari dai vandiwanira nyasha basa rangu rarega kupera nekuda kwekungovengwawo
2026-09-26 17:29:41
42
Dīmä Møżÿ :
airport road
2026-09-26 19:00:11
0
mudz@1302 :
I receive
2026-09-26 21:04:56
0
lissa💞 :
Mwari ngaakuitirei nyasha, vanhu vakaremerwa nezvakasiyana asi muchaponesa.
2026-09-27 08:34:59
3
Mrs M💜 :
yakaimbwa song iyi ndarwara kubva ipapo ndakapora mwari haakundikane
mwari dai vandibatsirawo kugashira kuti hanzvadzi yangu yakafa it's now 1yr but pain yacho it's like zvaitika nhasi moyo wangu wakaremerwa ,apa taitovimbisana kuti ngatishinge zvinonaka chete nherera ndedzekushinga now zvakuraramira mwari vonditorera munhu wandaitambura naye this life will never be the same again 😭😭