ko me nahubby we always dreamt pamba patakatama it's nw 2yrs tabva ipapo help pliz
2026-09-30 07:37:45
4
rosemary :
shuwa iyoyo ini ndinorota kwandakakurira uyezve age yandiri izvezvi ndinorota ndirimudiki bhijana kana mwana wangu ndinorota arimudiki
2026-09-30 11:31:32
1
Mai Patience :
yaah I'm n this situation asi ndaisaziva kt chii apa inni ndakakurira kwana sekuru mufunge
2026-09-29 21:42:20
3
MemoryMuzondo :
ndinotenda ndanzwa nekurota kumusha kwangu
2026-10-01 01:37:16
1
noh noh🌺🌺 :
nhasi chaiye ndarota kwandakakurira tatichitsvaira yard namai vangu asi vakashaika
2026-09-30 07:00:48
4
matipachikore :
aah ini ndorota ndr kuprimary school uuu zvakaoma hazvo
2026-09-30 17:56:59
4
mudzanidzidzai :
but ini ndotorota ndiripamba kumusha asi ndichiudxa kti nhingi arikurwara tora ichi neichi umurape ndinomuka ndomunamatira ndozomubvunza anototaura exactly zvandaudzwa but anopora
2026-09-30 17:39:35
1
Rue 27 :
haa zvakatiomera sure,tiri kudzirota hope idzii
2026-09-30 18:09:05
1
yoyoo :
thank ndanzwa nehope idzi hupenyu hwangu ma1
2026-09-30 09:53:45
1
Kikie :
very true ini ndorota kwamai vangu kwandaimbogra
2026-09-30 13:28:41
1
kim :
yaaa ini ndibatsireiwo ndinorota ndiriko kumusha kwandakakurira asi takatotama tava kutogara imwe nzwimbo topakundawo sei hatichatotsike ikoko kwataka