@shaddy.o1: johane the 5th of Africa International church

Ṣ̌ĥãđđƴ☪️✡️
Ṣ̌ĥãđđƴ☪️✡️
Open In TikTok:
Region: BW
Wednesday 30 September 2026 06:50:01 GMT
115392
4029
569
390

Music

Download

Comments

baba_trish22
Art safe transporter🇿🇦🚛✈️ :
ini l support everyone anofara munashe zvekuzoda kuita judge handipo and long there is no stress at church l will attend daily
2026-09-30 15:07:54
1
felixziki7
felixziki961 :
is this a church?
2026-09-30 13:17:51
0
user5681542046594
Mai mumba :
kruza mhaniiii huya uone zvoita mama 😂😂😂
2026-09-30 13:27:15
0
tinomuvonganungir
Nungirai upholstery :
ummm bhooo here kuchurch
2026-09-30 10:28:26
0
tnashe1894
Tnashe1894 :
kungoona mkadzi wangu achijaivha apo kupera kwemuchato
2026-09-30 12:54:40
13
jeyzie92
Jeyzie.....Sweden. :
Safe delivery to all pregnant women 💐🌹🙌🙌🙌
2026-09-30 08:08:46
38
bioncey8
bioncey :
Hakuna chechi yakadaro kjkkk
2026-09-30 07:30:42
28
xerox.masona
shelton Masona :
Mwari huyai muone mwana wesangano
2026-09-30 10:47:40
16
220819p86
Precy dube :
Zvekutamba hazvina kana kushata izvi,vanhu vanorumbidza nenzira dzakasiyana ,kana mubhaibheri kune akatamba kusvika mai vapopota,mundipewo madirections ndiuyewo
2026-09-30 12:54:20
12
mirrympos
samutoko :
ini ndakaramba kushandiswa nezvi church zvakadai
2026-09-30 09:03:45
8
doctor.doc20
Doctor :
hooo ndokwazotizira team rekubhawa nhai 😂😂😂 ndosaka tirikushota kubhawa mhani
2026-09-30 09:00:13
19
mosesposa
Moses Posa :
thanks. morning
2026-09-30 08:56:41
1
chiheramhofukadzi77
ChiheraMhofukadzi :
Nhai Jeso makati modzokawo rinhi maporofita enyu honai zvaakuita manje
2026-09-30 09:19:25
7
innoxa5
innoxa5 :
uku handishaye mvana yanguwo uko
2026-09-30 07:44:25
6
las.born698
las born :
i thank God ndakazvarirwa muzion nanhas ndichir muzion
2026-09-30 12:19:56
1
user1129659023362
petronella Vunganai :
ndaona vanhu vanyengana ini
2026-09-30 12:30:26
1
jephat.gondo
Jephat Gondo :
Hanzi na Nicholas Zachariah handina kuziva kt kuwanda kwemakereke mhosva ndiko kuwanda kwadzo
2026-09-30 08:12:13
8
mama048650
Conch :
ndezvanwari here izvi?
2026-09-30 08:01:57
5
mangwe.stella.ngw
Mangwe Stella Ngwenya :
kudenga kuchanotsva munhu
2026-09-30 12:29:47
0
bamutsawashe0
Ba mutsa :
ndini bamutsa ndoda vasikana asi mai mutsa variko kumba
2026-09-30 11:12:05
3
sharaiganje350
Sharai GAnje :
Aya ma one aya
2026-09-30 11:25:59
1
tarova_coms01
Tarova01 :
ndizvo hr izvi vanhu kuchukucha zviuno muChurch?
2026-09-30 08:49:52
3
user6661413295167
Mai B :
Ishe vanoseka zvawo
2026-09-30 12:50:20
1
farisaichimonera
mimititi🥰🥰🥰🥰 :
mwari nevanhu vake 😂
2026-09-30 10:46:21
1
seanjmunikwa.5
SeanJay :
hoyoooooo
2026-09-30 10:18:34
3
To see more videos from user @shaddy.o1, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About