@zigo_zw: Baba Johanne vakambofa .. vakatopotsa vavigwa, bvavamuka, vakambosungwa, bvavawanikwa varipanze …. Even Pope wemaRoma vakashamisika …. #fyp #johannemasowe #zimbabwe #🇿🇼 #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼

Zigo
Zigo
Open In TikTok:
Region: ZW
Wednesday 30 September 2026 11:00:00 GMT
29939
856
28
58

Music

Download

Comments

savepakuruganda
SM :
yes baba
2026-10-07 19:08:31
1
user7412236904542
Shumba YekwaChivi :
Wakafa akamuka chete ndiJesu vamwe vese kunyepa
2026-09-30 11:46:04
5
0ceanashingtonhkd
Zim Oceanic 🕊️❤️❤️ :
Tiripo hedu paGandanzara apo
2026-09-30 18:11:18
6
cognitive_masker
The Mentalist :
[Tears of joy][Tears of joy][Crying] ini zii
2026-10-05 09:05:19
1
sekuru.zvikwambo
SEKURU ZVIKWAMBO :
Mudhara uyo akazviwanepi izvozvo?
2026-09-30 12:22:24
3
97bees
Bees✅️ :
Ndi jowani upi
2026-10-08 11:59:59
0
john84tf
john :
regerai hakuchina zvemota dzokerai pachinamato chekare
2026-09-30 20:20:30
2
sinyo9694
Sinyo :
Kkkkkk aaaa stories
2026-09-30 20:53:55
0
simango_phibie
phibiesimz :
apaa pane nhema apaaa
2026-10-02 05:31:11
0
joshuanyamura278
Caleb nyamura :
ichokwadii
2026-09-30 20:24:09
0
5aifi
Faifi :
remember kuti ari kuti hanzi......
2026-09-30 13:01:05
0
stevenn2192
stevenn :
taneta nenyambo
2026-09-30 12:53:13
2
matyoqts2610
Matyoqts@2610 :
ummmmm zigo zigo vanhu Ava movanhongepi Havana nyaya yajo1 ava
2026-09-30 11:59:42
1
sekuru.zvikwambo
SEKURU ZVIKWAMBO :
ini naSithole tisu tinoRombesa Maporofita maporofita zvese nekumapa simba
2026-09-30 12:24:04
1
hazylesh
wendynev :
vati gomo rekupi raaiva side ravataura rinemakomo here
2026-09-30 18:05:10
0
dekoorazie0
De Koorazie :
But hudhandahead hwakaoma
2026-09-30 13:36:10
0
pascalmuchore
pascalmuchore :
kkkk imika ihlayi Mwari ..mugomo vaitaura naPope vaitaura sei maCellphone angeasati avepo imikaa
2026-09-30 16:34:51
0
smookie7
smookie :
nyaya iyi ndeya kamuzu banda ,ngavarohwe nema copyrights
2026-09-30 15:25:33
0
gallis.1221
OnieCuddahGallis # 1221 :
2026-09-30 15:28:18
0
thomas.mpariwa
Thomas Mpariwa :
usanyepere vanhu
2026-09-30 11:19:21
0
maxtonchiveya
maxxycie :
zvirikunzi kureva zvinekakunyepa
2026-09-30 11:43:45
0
clotildamhere8
clottie :
🙏 🙏 🙏
2026-09-30 11:19:55
0
saladic2gangstar
saladic2gangstar :
@
2026-10-01 04:07:29
0
sixtlou18
SixTlou💦 :
😳😳😳
2026-10-07 16:50:46
0
To see more videos from user @zigo_zw, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About