@globalrepot: The Zimbabwe republic police has confirmed that an aircraft carrying 6 people has crushed in Marondera and they are no survivors! More details to follow! #fyp #foryoupage #chivhayo #zimbabwe #zanupf

Globalrepot
Globalrepot
Open In TikTok:
Region: GB
Wednesday 30 September 2026 19:18:50 GMT
121086
3147
235
490

Music

Download

Comments

tangent808
Tangent :
mapostori chidzokerai kunonamata Mwari chaiye not munhu
2026-09-30 20:02:34
275
talentchikomo8486
Talent chikomo :
saka Mweya watadza er kuona chiga cherufu haaa namatai Mwari kwete Mari varume
2026-09-30 20:10:10
73
user9397800840700
Deborah :
pari kunzi Pilot akatakura kupona kwenyika,,,vanga vachireva nyika ipi,,,,
2026-09-30 20:28:03
42
nomsapie
Majeso Queen :
mukuru wema zuva ndimwari chete
2026-09-30 20:43:33
34
mamoyowepachivhu
mamoyowepachivhu :
Regai ndidzokere kuchurch kwangu chaiko Postori ndichayidii zvadhakwa
2026-09-30 20:39:52
15
tinotenda.gatsi.56
_SIR_TREGGERS_ZW :
He was just saying
2026-09-30 22:23:26
0
user1351025699097
Tsitsi :
Hanz akatakura kupona kwenyika mmmmmm kudenga Kuna Mwari
2026-09-30 20:27:41
14
prophetdumoe26
Prophet Dumoe #J-HIM🕊 :
Even Pilot was feeling the death
2026-09-30 21:12:39
0
emmiemakas
Emmie makas :
hoo akatakura kupona kwenyika nhai
2026-09-30 20:26:00
9
lg.obl
Mpofu OBL LG :
Hunger
2026-09-30 21:02:02
0
underatted_jeminor
underatted_jeminor :
Akabva azviedza🥲
2026-09-30 21:40:26
7
tennymatsheza
Tenny Matsheza :
musare muchinamata Mwari mamonamata mari zve
2026-09-30 19:56:15
15
emzaboy7
Mukanya emza :
ava uuuum
2026-09-30 20:28:50
0
theophilusmwale95
Mwale :
very sorry
2026-09-30 20:30:16
0
yorllander
yoyo :
ndopamuchaziva kuty chivhayo ahasi mwari l think madzidza nhasi
2026-09-30 20:11:55
21
the.bross6
The Bross :
No ndezvekare but the same plane and pilot ndoyadonha
2026-09-30 19:39:34
8
kimberleychats
mother theresa :
ndopamuchaona Kuti munhu haasiye anonamatwa
2026-09-30 20:28:40
5
mamasofa58
Mai Chaa :
vanga vachirevei nhai
2026-09-30 20:06:37
7
stannytanah
Tanaka💚. :
Stress iripahembe kuti ndiani achakwana 😢😢
2026-09-30 21:23:53
1
user2865485176023
mamadee oficial :
haa but vanenge vaiziva vakomana inzwai kastatement kekuti hatizive zvinoitika
2026-09-30 20:41:40
0
vanessanyashasapawu
Naaasha🦋 :
aaagh ASI mangamakatozvironga hre?
2026-09-30 21:30:57
1
gang01216
@Gang012 :
was this today
2026-09-30 19:38:46
0
user3736170053010
paidamrange :
uuuuummmmmm statement renyu varume uuuuummmmmm asi manga muine information kani
2026-09-30 21:17:16
0
alvinsjvybes
J vybes :
zvino azozviedza
2026-09-30 21:12:45
2
etoboey1
Royal Crown Interiors :
Huyai mutenge furniture apa
2026-09-30 20:19:51
4
To see more videos from user @globalrepot, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About