@1eli661: #iktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #tiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿 #ktok🇲🇼🇿🇦ktok🇲🇼 #southafrika🇿🇦 #zimtiktokers🇿🇼

Raising Up
Raising Up
Open In TikTok:
Region: ZA
Thursday 01 October 2026 14:14:26 GMT
25161
650
33
114

Music

Download

Comments

khisimusi.matshim
khisimusi matshimba :
Aame Amen Amen sbonge
2026-10-02 09:04:46
2
tino29921
Tino :
Amen nd amen
2026-10-02 18:26:17
0
userashybabe
shorty :
amen iyoyo
2026-10-02 14:24:57
1
user7615187133443
ennie :
hereruya.
2026-10-02 14:43:11
1
sophiamanyasha
Sophie manyasha :
amen baba
2026-10-02 11:31:43
1
mama.blackie0
Mama blackie :
izwo rani
2026-10-02 18:25:25
0
mary511150
Mary :
tunganai chaizvo
2026-10-01 19:02:31
0
mmcmasvingo
MMCMASVINGO :
Amen
2026-10-02 12:58:31
1
user6371528181013
S~Chameruka :
amen taurai zvenyu baba taizviona kuda mafaro enyika
2026-10-02 05:47:19
0
auxymbizi60
Auuxsllia Maposa :
chokwadi izwi
2026-10-02 09:51:54
0
user1309169526945
user1309169526945 :
amen kudyiwa netsananguro uku vaudzei
2026-10-02 07:35:44
0
owensithole235
Owen Sithole :
amen
2026-10-02 16:39:49
0
user2224614069959
user2224614069959 :
amen
2026-10-01 20:04:32
0
tapiwazambezi5
Mr Skkin VaGanda Tapiwa Zambez :
amen
2026-10-01 21:43:02
0
mai.m6801
Mai M :
amen
2026-10-02 03:19:53
0
sliimee.y2k
RECIPE GIRL✨ :
Amen
2026-10-01 20:28:12
0
user4407541955685
mwari ndiye muchenget :
amen
2026-10-02 09:12:10
0
fadzybae3
fadzybae3 :
amen
2026-10-01 18:29:32
0
erny7952
Erny :
vaidya sapatina sapatina 🙏
2026-10-02 18:57:05
0
user3036122588693
user3036122588693 :
Amen
2026-10-01 18:36:22
0
natashychamba
natashy :
amen
2026-10-01 22:05:24
0
user7035374553234
user Mamoyo :
ini handis mupostori zvangu asi ndakamboyendako kare chaiko ndinorangarira muna1997 tiri panaDuri paSowe raitungamirwa namadzibabaNehemia uya ainzi Ndava Mweya waakataura uri paari muri munaMay kt mukaona mutumbi uno waakuti ndakuda kuvhura rimwe Sowe zivai kt haasisiri pamweya uye anenge awedzera gumisiro rake achafa zvisna tsananguro achizviuraya zvechokwadi gore iroro harina kupera tamuna November Nehemia akati ndakuda kuvhura rimwe Sowe kt varikure warerukirwe vadare wakazama kupikisana naye panhau iyoyo coz pakanga oakataurwa kt vari pachinamato wachasara pano vadare wakazama kumuonesa kt mweya wakati kn modai marasika pachinamato iye akati mweya Iwo waakataura pandiri ndiwo wati ndivhure rimwe Sowe chokwadi akanorivhura paTown centre November iyeye wamwe wakatevera wamwe wakasara nanhasi wachiripo iye gore rakatevera 98 akanovhurazve kuBudiriro kwaakanoita mbiri asi isu takaziva zvedu kt mweya wakatama awekushanda nezvaakawedzera Nehemia akafa nekuzvisungirira kudiwa netsananguro nhasi endai panaDuri wapostori varipo Sowe rakazosara richitungamirwa namadzibabaMike akasiiwa ipapo arimwana Ari grade5
2026-10-01 21:57:01
6
loren28017
loren28017 :
ini hangu handipinde Masowr but ndaiti zvitaura kuti Masowr haa achinjwa Masowe taimboe da k7nobatsirwa zvaizvozvi ummm vanhu varasika pachinamato ASI tinotenda kana vanhu vakakurumbidza kuchechuka vadzokere panzvimbo yakare
2026-10-02 11:47:43
2
user7035374553234
user Mamoyo :
kana imi tikakuonai muchibuda pasocial saizvozvo kutori kupinda munyika kwamaita pamweya hamuzvishadzi saizvozvo asi kuti wamunoudza muri pamweya ndiwo wanokwanisa kupupura nhau idzi kt dzakambotaurwa
2026-10-01 21:44:05
1
user3036122588693
user3036122588693 :
Ngarambe asi vazvinzwa
2026-10-01 18:37:44
1
To see more videos from user @1eli661, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About