what kind of a crush is this rhat looks like its a boomb blast
2026-10-02 17:31:23
54
ARTMAN :
helicopter iyi yakasiyana neyakatangakubritswa
2026-10-02 16:37:52
9
kiekygrace :
Iye Chivhayo Kutadza kufambawo napresident vake here sure vanhu vaiwirirana kudaro chaanga achasiirawo president chii chaizvo ndzozviona kuti aiva fake friend 😭
2026-10-02 12:30:39
65
Jamila :
Vose vakashaika apa, may their souls rest in peace. Zvakaoma vakarwadziwa. l can feel their pain, kuchekwa then vobva vatsva. Their panic seeing the helicopter falling and knowing they are going to die.
2026-10-03 00:22:16
12
Mamoyo Q👑dressing M🪡 :
umm zviripachena pane chakaputika chete vasati vatosvika pasi 🥺
2026-10-03 15:35:58
2
Sammy dollar :
this politically connected, tempered by leadership, someone should hire a investigator from the family n engineer who will check the helicopter, something is off here no one talks about the pilot
2026-10-03 23:33:51
5
❤️Loretta Matandi ❤️ :
ko zvaisaita here kuti captain ajambire hake mumvura pakaramba ndege ku lander mu dhamu?
2026-10-02 19:18:32
1
Jaden :
What kind of helicopter just crashes in a open field
2026-10-03 19:56:26
5
Willardnamwanja :
Haaaa zvakaoma rip sir Wicknell and mama lulu
2026-10-01 22:00:09
7
Purify Moyo :
inni pachanku ndarwadziwa sham
2026-10-02 18:45:37
6
Geezy :
painful [Crying][Crying][Crying]
2026-10-02 04:57:20
4
Soundbrothers Audio :
vanhu vanotamba Aviator help us analyse chakawisa ndege