@zimgazette: Izvi hazviko izvi, nyama dzevanhu vekwa Chivayo dzakatsva dzanga dzichiita kunhongererwa pasi

ZimGazette
ZimGazette
Open In TikTok:
Region: ZW
Thursday 01 October 2026 19:34:07 GMT
65037
1848
168
219

Music

Download

Comments

dannxhoe11
Dannxhoe11 :
sometymz not having money 😒makes yu survive
2026-10-01 21:35:27
5
bee.the.hairdress8
BelzBae :
will the guys picking up the pieces heal from this?
2026-10-01 20:10:46
108
luckums
luckums :
My curiosity ndoda kutoona kut vanongei
2026-10-01 22:55:58
0
fungairkessan0
fungiebae :
ummmm Dai yakasesekedzwa yakanolander mumvura mybe vairarama....so painful 😒
2026-10-01 20:01:00
48
call.her.nancy
Lioness 🦁🥰💋💖 :
mwari handide kunhongwa so 😏 mmmm painful 😒
2026-10-01 20:17:39
57
belindancube860
Belinda Dube :
Mwarii pindirai azvitambirike izvi😭😭
2026-10-01 19:51:17
30
massybae190
Massy🥰 :
asi pane zvinotosarira chete
2026-10-01 20:18:09
26
winslow.gororo5
Winslow Gororo :
so hapana ambosangana nedora?
2026-10-01 21:05:10
11
sokostina401
mimie bae :
Mmm ini hangu mwari andidii kuuya nenzira yakaita cy iyi zvangu 😭😭😭😭😭😭😭😭
2026-10-01 20:18:41
13
munyar1212
Silver1212 :
maida zvigoitirwa ani?
2026-10-01 20:03:14
11
takuezhike
takuzhike :
painful
2026-10-01 22:16:33
0
faithnto1
faithnto1 :
the blackbox feedback is another trauma loading.
2026-10-01 20:53:18
2
user19688566194804
user1968856619480 :
very sorry , zvinofadza kana zvisiri kwenyu.
2026-10-01 20:20:58
9
mama.mio7
Mama mio 😘 :
Haaaa zvarwadza izvi zvakangoomawo hazvo💔
2026-10-01 20:02:02
12
user5851944400353
𝚖𝚊𝚓𝚒𝚓𝚊 𝚘𝚕𝚎𝚗𝚒 :
umm manje munoma ziva hr mabhonzo ake 😢
2026-10-01 21:24:22
3
swezzy55201874526134
swezzy 💞 :
ummm zvakaoma hazvo 🥹
2026-10-01 20:00:06
6
wenyasha49
Wenyasha :
this is sad
2026-10-01 20:21:22
1
beemhere
Bee Mhere :
Zvakaoma hazvo, but dai taiziya tanabata Mwari mumweya nemuzvokwadi
2026-10-01 20:18:20
6
everjoydenh
Everjoy❤ :
zvarwadza izvi sir wicknel vaonekwa gumbo chte panyama dzese mafufu chte vanga vachitaura zvegaro hameno mazviwana kupi😭😭😭
2026-10-01 20:08:29
6
ruvimtakaerwa
ruvimchuma :
mwari.nyaradzai hama idzi zvikurwadza
2026-10-01 20:23:27
4
vallenciamasunda
Vallencia Masunda :
yaaaa iyi video yazondirwawo hanku asi handisi hama yake
2026-10-01 20:11:56
4
user2157154155600
priscillancube :
mwari ka mwari ka mwari ka
2026-10-01 20:43:23
2
bamukulaszw
bevaalo.zw :
zvarwadza izvi its like a dream
2026-10-01 21:24:54
1
zebra3592
Zebra :
hmmm veduwe ka
2026-10-01 19:50:47
4
user4518453231565
Raster TTT :
uuuum zvakaoma chokwadi 😭😭😭
2026-10-01 20:09:14
1
To see more videos from user @zimgazette, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About