@bosstate.ent22: VOICE OF GOD.....RIP VaChivhayo 🙏

BOSS 🇿🇼TATE🇿🇼 ENT
BOSS 🇿🇼TATE🇿🇼 ENT
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 02 October 2026 08:03:49 GMT
41302
1462
159
251

Music

Download

Comments

bherenqende
Saint~ Miller :
Boss tatee
2026-10-02 17:58:00
2
pridemuswaka
Pride Muswaka :
amen[Pray]
2026-10-02 19:35:41
0
user2955888440799
user2955888440799 :
Amen and amen
2026-10-02 19:20:00
1
user41593377777366
catotheMentoe :
umm so touched up😥
2026-10-02 15:38:59
3
15ironsharpensiron
@IronSharpenslron :
MHSRIP
2026-10-02 19:42:02
0
gore.jena1
gore jena :
Eriiiiiii eriiiiiii
2026-10-02 15:30:57
3
madzibabanyasha
madzibabanyasha :
bba Edward waren park vakaenda netsaona zvashamisa ipapa here
2026-10-02 12:48:27
4
sekuru.s.sithole
Sekuru S Sithole :
zvakaoma handipindi masowe hangu as zvandirwadza handina chandaka piwha hangu as zvandibata ndichibzwa kuti akatorara kugomo neva proft vakoman musadaro ko mutongi aripiko achiti ndinoona zvese ko baba ramero varipiko vakomana musadaro vakomana uuuuuuuuuu
2026-10-02 13:13:33
5
blessing.mapako5
Blessing Mapako :
vanhu vamwari munhu akasikwa namwari uye anotora mweya ndimwari .saka ngatiregei kuva negakava pamusoro peuyu avete nyaya yasarira isu tichiripanyika .varara ava tinovati zororai murugare .basa avakabata ndoachavapupurira .vanhu tingaite mibvunzo nemhinduro asi anezvose izvi ndimwari amen
2026-10-02 08:51:20
9
lydiamatambo700
serby :
uuuu madzama
2026-10-02 14:13:02
4
user2161704687859
David Mutema Tunha :
Amen 🙏🙏🙏 baba wedu
2026-10-02 14:48:04
4
aussiong75
AUSSION GEN :
baba tatenda ummm madzama
2026-10-02 15:02:36
3
tinashemanokore
VHANGARANI :
amen and amen
2026-10-02 12:26:46
4
annamercychinhoyi
annamercychinhoyi :
amen zvainzi hatidi kunzwa anoti eri pano mukunge vanhu vaunganidzwa
2026-10-02 11:15:54
6
talekamanga
Tale Kamanga :
baba tate fambaaaaaa
2026-10-02 11:01:20
3
daddyveboys0
Peter massly makumbe :
ndine wandakanamata naye last week ndikaudza about this vanhu vakati hahahaha
2026-10-02 10:06:32
6
vincenttravis10
vincenttravis33 :
amen
2026-10-02 14:14:02
2
mambo.werunyararo8
MAMBO WERUNYARARO :
hatiiii wadzama mambo
2026-10-02 08:52:09
5
tendaination6
Mambo™©Ravi®Tendai🙏®️©️ :
Akarswa netsananguro dzevanhu kwete dzaMwari
2026-10-02 10:22:05
9
madzibabanyasha
madzibabanyasha :
bba wamukuti mukuru wemazuva ndiani apo marasika mukuru wemazuva ndivo Mwari vari kudenga uye rufu murau waMwari munhu anoenda nenzira yake
2026-10-02 12:47:38
3
mushaya94
mushaya :
amen 🙏🙏🙏🙏
2026-10-02 16:34:44
3
user881052687294
madzimai :
amen
2026-10-02 16:40:18
2
melissakadye
melissakadye :
Amen amen
2026-10-02 17:48:59
2
makas727
makas :
Abraham wevatema akatiya
2026-10-02 18:31:21
2
user1333733884737
Innocent :
aman
2026-10-02 16:19:02
2
To see more videos from user @bosstate.ent22, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About