where are the headquarters of Intratrek, why the company didn't publish or issued a public statement 🤔. musatipusise takaenda kuchikoro. muface uyo is street smart.
2026-10-03 09:34:06
4
Power of Grace :
Ne level remari yake taifanirwa kuona Ma company ake aripa stock exchange .This shows they were just briefcase companies to loot government funds .
2026-10-03 12:32:13
4
Madoda Mkhize :
Chivhayo ayiva corruption master hapana business raaiva naro
2026-10-03 07:11:58
3
kevas011 :
Kushaya even heards of directors vaisawo condolences
Businesse reku inverster 86million USD per day??? imikaaa
2026-10-02 17:26:52
5
nolie :
ndaka for0wa
2026-10-02 14:03:34
1
Lovemore Kamushinda :
hapana anotaura kunobva mari yake
2026-10-02 15:11:30
6
TINA 07 :
ndosaka musina mari bambo ...busy kutsvaka kuti mari aiiwana kupi iye ari busy kutsvaka mari
hauzvizive kut ndiye aiwana ma contracts akawanda e govement
pamaivota hanty ndiye aiita ma contracts ema bhaloti papers
2026-10-02 14:44:00
0
Chipinge@notorius :
hasi mwana wa hosiah chipanga here uyu😂😂😂😂
2026-10-03 04:04:41
2
chigayoson :
mukoma mune dama vana patric motsepe vanotozivikanwa ma business avo ko iye why rake rayisazivikanwi
2026-10-03 07:51:31
1
MR SPLASH :
Neni handizivi
2026-10-02 16:58:07
3
mlambo D :
Chokwadi apana apana
2026-10-02 15:53:21
3
sthagm :
Exactly.
2026-10-02 14:28:56
2
TINA 07 :
haa ungashayamazino wozowana mari
2026-10-02 17:14:19
1
Tichman :
Wisdom
2026-10-02 18:03:10
1
Clive@ :
That’s true
2026-10-02 15:40:03
1
To see more videos from user @scotty_on_th3_beat, please go to the Tikwm
homepage.