@zimtrending_: Hanzi Wicknell Chivhayo mupenyu haana kufa 😲 😮 😲 #Zim_trending #chivhayo #fy #viral #zim

Zim_Trending 🇿🇼
Zim_Trending 🇿🇼
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 02 October 2026 16:00:00 GMT
121040
5640
1451
378

Music

Download

Comments

eunibae48
Eunibae♥️🥰💖💕 :
Asi president vakuita content here
2026-10-02 18:47:59
305
lenoxfaro0
King faro :
ndini doctor wababa ava I'm trying my best
2026-10-02 21:00:16
226
alicekamumvuri3
Mai jokomo :
Murume wangu iyeyi ndakamuudza kuti Siya mutoriro havanzwe
2026-10-03 05:04:52
74
istazcompany
ISTAZ MEDIA :
Ndini nani tirikurwadziwa😭
2026-10-02 17:55:12
214
user6124817209160
Manob :
neni andisi kuona akafa hameno chii
2026-10-02 18:45:06
108
putin1771zw
Putin 1771 Seventeen :
Makadii baba kozvakatanga sei
2026-10-02 18:26:34
120
wammah14
wammah :
Haaa takazviita futi pana Mujuru… until today hatisi kuona come back yake
2026-10-02 18:58:18
103
user6198022075093
comfortable :
where is he you the all truth
2026-10-02 23:48:44
1
user9690849014941
[email protected] :
wicknel chivhayo haana kufa mupenyu ,yah you are right
2026-10-02 20:55:29
35
gift.makado
@ Double 22 !!! :
Zviri Confusing paimbonzi vanhu vaiva 6 now kwakunzi 5 inini ndipoo pandakaona kuti pane zvikuitika
2026-10-02 19:35:30
46
thembanyprincegumpo
Thembany Prince Gumpo :
nezera renyu baba hazvidi kudaro
2026-10-03 06:12:50
19
queenfely2
queen coconut 💞💞💞 :
ummmmm but why
2026-10-03 07:37:04
1
king1alfred
king :
i cant believe that ,would he arrange something that is dangerous to fake death ,would he allow his wife to die and would the pilot's agree to stage that and die?
2026-10-03 08:30:46
4
felixmurambi6
felix murambi :
Wicky is dead chibaba
2026-10-03 01:34:25
2
madhonza
madhonza protocol :
say no to drugs
2026-10-02 21:36:45
11
selmamutarisi
selma mutarisi :
asi ndimi mbavha dzirikubira vanhu muchizviti muri ana chivhayo kn
2026-10-02 20:31:44
12
djmaroh
djmaroh :
We will save this video for future use
2026-10-03 07:30:03
3
regardhk123
Regard Walker :
ko parikunetsa imwe copter yaigozoramba ichienda ku Marondera ndokubva yapfuurira Harare sei . ko kuchengetedzwa kwacho kurip nekuti pakanongwa ma remains zvakare apana kuwanikwa musoro wachovhayo pa scene why asi vamwe vese misoro yavo yakawanikwa, pama remains body yachivhayo yezidumbu kana kuonekwa sure sure ma remains evanhu 6 kutadza kukwana muma paperbag 3 imika. sei pakanz akuna body view yachivhayo??????????????
2026-10-03 05:45:52
6
user9857290638223
Girls dance studio :
Aripi nhaiiiiii tichirwadxiwa kudai
2026-10-02 17:16:41
20
user5599875044536
user5599875044536 :
mukadaro ndinofara munhu vamwari chivayo ndaimufarira zvangu
2026-10-02 19:31:05
25
gm.178
GM- 17 :
Muchangwara rinhi nhai sekuru?
2026-10-02 18:58:45
10
user5629987482242
QUEEN84❤️ :
kana arimupenyu sure,ngaanzwire vana vake tsitsi ndavaona vachichema it was so sad...ndabatikana
2026-10-02 18:20:53
43
user5009338145805
user5009338145805 :
you are correct
2026-10-02 17:25:51
9
soapyguy.following
AJ🍂🍁 :
ndarwadziwa hankul this man akabatsira vanhu vakawanda he doesn't deserve to die like that😢
2026-10-02 20:49:54
12
shawnie_263
shawnie_263 :
iti gaga tikuda kuona mamwe mavideo
2026-10-02 19:38:37
7
To see more videos from user @zimtrending_, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About