@pamzeyy4:

TheUnspokenTruth°•
TheUnspokenTruth°•
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 02 October 2026 14:37:47 GMT
50970
2058
212
179

Music

Download

Comments

getrudebaduki71
Getty 198 :
madam.Boss is over those yrs mentioned
2026-10-03 17:11:38
1
pipitogs
Masibanda Diaries :
i have discovered tht pple are dreaming a lot about celebrities lately 😃
2026-10-03 18:29:23
5
user6349784111874
Mai Tots :
why not tell them directly
2026-10-02 21:24:29
56
kukue530
kukue🩷🇿🇼 :
kozoitawo isusu tisiri prominent toonekwa naniko🥺
2026-10-02 20:50:38
60
lioness674
lioness674 :
Ko isu vasina mbiri munomboonawo zvedu here
2026-10-03 10:09:42
27
tandile32
Nkanyezi🙂 :
thank god I'm 34
2026-10-03 08:35:18
1
the.one623
The one :
I turned 37 today🥰
2026-10-03 05:19:39
16
itsclementine22
its. Clementine :
Nyika yakuda kuguma zviri kuna Revelations zvese zviri kuitika izvi
2026-10-03 05:48:21
26
mafindifuvaa
musikana wekumasvingo :
drama ndezve ma celeb chete
2026-10-02 22:00:56
6
rumbie_makore
Rumbie Makore :
Accident ya MB yakatoitika and she survived and it won’t happen again 🙏🏻
2026-10-03 11:35:14
5
that.girlie99
Yoyo😇 :
mmm Madam boss dai vashingirira veduwe imba yavo ichiri nyowani mm. please God
2026-10-02 20:54:41
19
saggi.ttarius0
Sagittarius ♐️ queen :
God reveals inorder to redeem we speak for redemption. Mwari vatichengete
2026-10-02 14:47:32
33
benevolentkhuephiri
Call Me Benevolent 🖤 :
you are strong 💪 ❤️
2026-10-02 22:04:41
1
bernice_offi
bernice :
Thank you
2026-10-02 21:36:45
1
mamatwinnie2
mamatwinnie💞 :
inbox them Prophetess vakasateererawo penyu mapedza
2026-10-03 04:09:00
13
tendaikugedera
Lawyer tee :
ndokumbirawo uzondidzosa pano kana zvazoitika like my Comment
2026-10-03 06:13:38
16
tsungiraimanheng9
tsungiraimanheng9 :
thank you sisi ukasataura unorohwa neshamhu
2026-10-02 20:34:08
15
maudchimwaza
Maud chimwaza :
Maita basa musaneta kuudza vanhu
2026-10-02 21:14:27
10
onecitygirl
ManCity Girl :
vanhu vanopihwa hope nekuoneswa but vanototya kutaura nekuti vanhu vacho havateerere and social media inotuka isu takatoroterawo mukambo asi regai tizvinyarare
2026-10-03 06:31:05
6
_they.call_me_tammy
Tamara :
Mukutya kuenda viral here 😂😂😂🙌
2026-10-02 23:21:17
6
not_palessa
palessa :
thank u bring me bk here plz pakaita vanotuka
2026-10-02 22:22:28
7
lolo819599
lolo :
thank u prophetess,mukasataura munorohwa neshamu
2026-10-02 21:20:58
9
user7781675112258
Faithix :
Mwari vakupfuudzirei mberi kozoitawo isu tisingaziikanwe toonekwawo sei😢
2026-10-03 16:14:24
3
peesyllamangunda
Pee Sylla Mangunda :
Imi vanhu imi it's take it or ignore it vanoda kuterera will pray abt it taramba zvevanozotaura kuti heee zvakambotaurwa its nt everything to take fun
2026-10-04 04:41:30
1
myatie01
Myatie :
not my husband he's 36 Mwari
2026-10-02 21:34:43
4
To see more videos from user @pamzeyy4, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About