@gchovhani108: Its very sad mwana achiti ndauya kumba kuna Daddy then 😭😭😭😭💔💔💔#update #masowething❤🙏 #masowe🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #toptrendings #zbcnews

Sir Wicknell Funeral updates😭
Sir Wicknell Funeral updates😭
Open In TikTok:
Region: ZW
Friday 02 October 2026 17:28:27 GMT
139198
6361
188
75

Music

Download

Comments

joscelinchipaga78
Jay Cee :
Seni ndakabatikana nekupembera kwaita vanhu rufu harinzwaro mufunge noone deserves to die firo yakaita vanhu ava
2026-10-02 19:04:49
177
mrs_dambaza
Mrs D :
ko vaiseka vaye muripi sekai ka vana ka avo .seka urema wakafa
2026-10-02 18:20:40
123
bba.tiraa
bba tiraa :
mwari wangu ndarwadziwa me vana bba
2026-10-02 17:41:26
79
beemtsago
@beemimmosa... :
why are they holding their hands at the back like that
2026-10-02 19:43:40
23
maimazvita01
Mati :
moyo wangu waenda kure veduwee vana vadiki ava apa vaida baba vavo
2026-10-02 18:32:41
52
user68072333257866
bluez :
iye ari kuvigwa rnhi taneta nenyaya dzake
2026-10-02 19:38:59
14
rue2427
Rue :
vana ava mwariwoye
2026-10-02 17:47:11
20
rion09902
Rion :
very sorry kids.God is there he is your father,he said l am the father of orphans
2026-10-02 20:36:10
0
rosemarykovo
Nommie 😘💞 :
zvarwadza izvi vana vachiri vadiki kani
2026-10-02 18:20:49
11
khanyoe_07
khanyoza :
Lord Cover these kids 🙏🙏🙏
2026-10-02 20:02:25
0
mastermind_official_zw
ACHILLES :
guys ndanzwa moyo wangu kuputsika mandanzwa achiti l miss my dad kuna President E.D🥹🥹🥹
2026-10-02 20:02:29
2
munya638
munya :
Very sad
2026-10-02 21:06:41
0
mimibeautystudios
Mimmy Beauty Studio :
Eish zvandirangaridza 2023 my daughter went thru this. Mwari muchengeti stay strong Sonja
2026-10-02 19:31:51
1
_motherz
_motherz :
Askana ko kufamba vakaisa maoko mumashure zvavanodziidziswa kuchikoro.Sir marwadzisa
2026-10-02 18:45:32
11
linda06762
Masie06 :
Musikana pazongoti ndasuwa baba vangu haaa Hura hwangu hwagurika 😭😭😭😭
2026-10-02 21:47:51
1
valentinenhedzi
Nhedzi General :
Zvandibaya zvaisafanira kusvika pakadayi Mwari ndimi munoziva ramangwana redu Vana avoo Mwari chengetayi murimi henyu.
2026-10-02 20:36:49
2
ruvahmudume
Ruvah🌹🥀💃 :
zvandifungisa kure😭
2026-10-02 19:31:05
2
mamabois2
mammabois :
sad shem
2026-10-02 18:32:25
0
tanisha4494
hard target :
mwari ivai navo
2026-10-02 17:58:59
5
matildachinyama0
Mai Mavhura💕💕 :
Ndachema zvandisati ndamboita pandaona mwana uyu mwari nyaradzai vana ava
2026-10-02 18:41:59
3
user7570828171073
tanae💫🌹 :
dzosai live woo zvee
2026-10-02 17:37:32
3
shantelmunopdukut
Rufaro 💜💜 :
vana vadiki ava mwari ..... ndokumbira kurara mwari 💔💔💔
2026-10-02 19:24:38
1
life19598
life :
zvinorwadza pakufunga
2026-10-02 18:25:25
1
nyonibokani
Bokie0987 :
sorry vana vangu shuwa
2026-10-02 19:11:28
1
user2981215739166
Mercy@Bizaere :
sorry hakoo my child zvikurwadza
2026-10-02 18:26:44
2
To see more videos from user @gchovhani108, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About