Do not gloat when your enemy falls; when he stumbles, do not let your heart rejoice. Ukawona munhu ,kana vanhu vanofarira kutambudzika kana rufu rwemunhu❓❓Ngativachenjerere mumhuri, kumabasa, munharaunda, kunyika🌎 nekuchechi, sezvo nyoka inyoka, vanogona variwo vanokonzeresa matambudziko.Zvirevo
24:17
2026-10-02 22:45:15
0
user7301097320005 :
Mmmm vanhu ityai Mwari chii ichochi
2026-10-02 21:58:46
0
user3478605936828 :
ndosaka uye achizotukirira mkuitri fti
2026-10-02 20:17:29
0
rebbecapatson :
muri kushaya zvekuita shuwa
2026-10-02 19:55:49
2
To see more videos from user @user2149530582108, please go to the Tikwm
homepage.