@star_alifanti:

Star_Alifanti
Star_Alifanti
Open In TikTok:
Region: ZA
Saturday 03 October 2026 09:01:31 GMT
359453
20885
1631
1357

Music

Download

Comments

murunguakatemu
Murungu wekuTemu😍 :
Sisterhood is proud of you ❤️tsvaga mumwe wechi3
2026-10-05 18:46:32
1293
inocent4921
inocent :
ummm mwari achabatwa bp zvikaramba zvakadai
2026-10-05 09:39:35
667
12_liandra
Ghost👻💀 :
polygamy should go both ways I'm proud of you sis
2026-10-12 01:45:26
500
machacha.nos
machacha Nos :
huya utore murume wangu Kana Uchida wechi 3
2026-10-07 14:32:01
295
pp705061
pp :
mwari akasarudza kugara kudenga akaona kuti anogara ariku hospital
2026-10-28 15:33:29
143
prettybtch492
* :
Zviri healthy izvi ndazvichiva
2026-10-10 12:07:50
85
yoyochikos
Mai vevakomana :
ini ndikangowana mkana pa1 wandinaye ndoda kuwedzera 3 chaivo
2026-10-05 20:04:12
51
ayandaphoku30
@y@nd@w@shepie😍 :
hie beautiful are you mad
2026-10-07 05:59:30
20
shantys_beauty_bar
Shantel | Shantys Beauty Bar :
Kana zvoitwa nevakadzi iProblem
2026-10-17 05:30:28
45
enomax96
Enomax :
aaaa varume vacho ndovakadzungaira kaa
2026-10-11 06:15:50
9
muimbiri.waishe
muimbiri Tashiac🤍 :
ndozvidawo uuummm inga hako
2026-10-05 18:17:54
16
brightonzita827
bman :
social media inofana kubana content yakadai
2026-10-06 00:20:37
6
kue90610
Maybe 🤔 :
We love u so much 🥰🥰 sisterhood is proud of you 👏
2026-10-07 08:33:06
7
mariakikiebae
lnuka with kazen ticha ♥️💗💕 :
kuchipataravakatiii
2026-10-05 19:42:26
12
http.unectglobal.za
Unect Global Shuttle & Tour . :
its very easy for Adam to fall down on Eve's beauty, 🤣🤣🤣
2026-10-08 05:16:08
3
hildahkondwani
hildah :
Gurllllllll I’m jealous
2026-10-05 17:59:04
17
tyramachipisa2
Tyra :
aaah thank you nekutivhurira isu se ladies tokusuppoter cz tanzwa nekuchemedzwa
2026-10-11 15:50:33
7
vee27297
vee :
ita barika ivo varume vanoita wani
2026-10-21 04:18:47
6
coodzy1
KellyK :
I'm the first one in my bloodline to witness this 😏😂we are proud of you 😂😂😂
2026-10-30 04:07:01
7
chipongadzioresithole
Mamoxy special :
ndatanga kukuona nhasi dear ,I content or chokwadi chaicho 🥰
2026-10-07 05:49:01
258
kayslastkings
𝕃𝕒𝕤𝕥𝕂𝕚𝕟𝕘𝕤👑 :
Ndovaunototi varume here, ita ndine 2 mazede angu andoitisa
2026-10-10 03:28:21
18
ernestchaweka
Ernest :
When we control the narrative we can make anything sound how we wish it to be!
2026-10-05 21:13:14
6
holleninobuhle
mwa holleni :
Vakakwana here varume vacho kubvunzawo
2026-10-05 06:30:49
83
user4213576877055
tafy :
Ndichiri mu cloud
2026-10-14 05:57:11
5
To see more videos from user @star_alifanti, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About