@zimtrendingtea: 1+1 haisikusvika pa 2, Sir Wicknell arikuvigwa asina musoro 😮 #zimtiktokers🇿🇼🇿🇼🇿🇼 #sirwicknell

Zim Trending Tea
Zim Trending Tea
Open In TikTok:
Region: GB
Sunday 04 October 2026 13:29:50 GMT
140938
5533
270
241

Music

Download

Comments

heyaheya099
Anold Zhou :
:Legend are born in October
2026-10-04 20:08:48
6
eugenetalis
EUGENE TALIS :
In my opinion I think this guy must take position of being the president's spoke person.Zvinhu zvake zvese zviri straight and truthfully no addition of propaganda.
2026-10-05 14:26:12
7
kstotes
kstotes :
the helicopter was high in the clouds kilometres above. falling from there will not leave heads intact
2026-10-05 10:36:52
0
melech777
מֶלֶך :
something aint adding up
2026-10-05 04:49:36
2
tinotendamarvelou
@marve99a :
mudzimai wangu muroora uyu
2026-10-04 18:15:56
101
tabeth.mbeve
Tabeth Mbeve :
wy now ndaaku feeler kuti sir vapenyu ini
2026-10-04 16:23:28
164
priscargwatirera3
queen p :
uuuuuumm something is wrong somewhere misoro yakaendepi
2026-10-05 14:17:15
1
jamesnykwayo
+263 :
mukuru wema
2026-10-05 05:04:38
22
skyactivcx3
Fe!N 3 :
ko misoro dzacho dzakaendepi
2026-10-04 20:02:01
38
enety.ndlovu5
Enety Ndlovu :
Imi misoro haisi easy kungo tsakatika chero wakatsva unofano kuratidzawo misoro
2026-10-04 15:49:55
62
boss_pradda
Ryan Tinotenda :
Zvaimboitaseiko zvekubva ma watch
2026-10-04 18:24:43
22
kikay.da.cutie
Kikay Da Cutie 💓 :
sk misoro yacho yakaenda kup nhaim
2026-10-04 15:45:49
28
yeumaronga
YeuMaron :
ngavabvunze mweya kut misoro iripi
2026-10-04 19:38:48
15
chriss09371
chriss :
chivhayo his alive
2026-10-04 19:07:00
8
user2941130419723
Mai pinky :
maWatch ndiwo otadza kutsva manje. haaaa mibvunzo tinayo aaaaa
2026-10-04 18:12:26
15
sympy7
sympy :
ko video raitenderera riye vaine musoro asi nderefake
2026-10-04 19:41:42
9
zimhiphop.live
ZIMHIPHOP :
ko garo
2026-10-04 17:40:55
18
hkdqueen
🇿🇼HKDQueen #aka Audie❤️‍🔥🥵 :
AAA saka musoro wacho uripi wakatsva hre
2026-10-04 19:40:37
5
roselyn_wachoe
Rose 🌹 :
regai kuramba muchi interviewer baba vachapedzisira vane confusion veduu
2026-10-04 21:25:09
10
deltabeveragescom
Delta And Beverages Com :
ollah ko phone ukumboisa pa charger nguvay nhy 😅
2026-10-04 19:21:33
5
shycynthia.shycyn
Shycynthia Shycynthia :
tirikuda musoro yevanhu
2026-10-04 15:33:22
9
hadebetc
Hadebe t.c :
zviriko here izvi,so misoro yega ndodhaikwa but other parts are there
2026-10-04 15:07:19
9
nickybella_isabella_zw
❤️ nickybella_isabella_zw 🩷 :
Iii kkk so misoro yakaendepi asika zvakaoma
2026-10-05 04:41:09
0
yeukaiwillie
yeukaiwillie :
saka varikuvigwa pasina musoro here😳
2026-10-05 08:45:03
1
queenmasizibalastborn
QueenMasiziba last born :
mudzimai wangu muroora uyu 😂
2026-10-05 02:43:51
1
To see more videos from user @zimtrendingtea, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About