@sammie2score: #liveupdates: Madzibaba Mose vachitaura kuti pilot akaramba kunamatirwa after nyaya yabatwa pamweya. DJ Ollah 7 #funeralupdates #wicknellchivhayo #djollah7

Sammie 🇿🇼
Sammie 🇿🇼
Open In TikTok:
Region: GB
Sunday 04 October 2026 15:51:39 GMT
89379
3678
444
282

Music

Download

Comments

knowle263
Knowledge Sibanda :
varume ava vanoda shamhu chete
2026-10-04 16:57:01
47
tonny.msidi
z'tshekile :
he was right he never believed
2026-10-04 16:37:12
58
samthoko.jamela
Sam.mthoko jamela maqhoba :
did you just said mukuruwemazuva
2026-10-04 17:03:00
32
zonkelife0
One zonke🫡 :
don't blame him jus coz he doesn't believe the same way u guys do
2026-10-04 17:42:06
1
stewart04_2000
Tindo :
blame game
2026-10-04 20:51:43
0
user5061176506216
madhau :
ndanzwa kushatirirwa heyyyy , ko mukanyarara munobvey nhay
2026-10-04 17:39:35
43
sirfolksy0
Sir Folksy :
hamuna nyaya baba
2026-10-04 16:25:19
25
bayanyagura
SPATWERRO :
nhema idzo murikunyepa baba imimi muchatongwa nguva ichakwana madii mangonyarara zvenyu
2026-10-04 16:38:14
35
tinashetince
Tince :
Mukuruwemazuva ndimwari
2026-10-04 16:48:47
19
user3848381059285
Chimhini :
And he thinks we are kids
2026-10-04 17:01:46
1
carenmuzamani21
carenmuzamani21 :
vese varikutuka ndimi makafanana na pilot airamba kuyereswa akazosvika pakuurayisa vnhu .... kna musinganzwisise zvemweya zvema porofit ingonyararai 😔😔😔😔😔
2026-10-04 17:37:26
13
carolinetefe353
Caroline Tefe :
makuda kunenera pilot
2026-10-04 16:36:20
23
mufs263
mufs263 :
Wakuzvitaura nhasi
2026-10-04 17:04:42
7
user7955497002326
kingshelz :
ummmmm ummmmm ummmmm
2026-10-04 21:15:12
0
the.frank.journal.02
the.frank.journal :
mukuru wemaZuva Service Station
2026-10-04 16:53:16
7
wehwedza
WeHwedza :
This is an insult to the Soda family
2026-10-04 19:31:35
2
mamafay52
mamafay :
Saka u are saying kuti ndiye akaurayisa vanhu here musadaro imi
2026-10-04 16:44:34
14
danielgondokondo01
Daniel gondokondo 01 :
baba muri kunyepa dai asina kufa maizxitaura hr
2026-10-04 17:26:14
5
hungwe_joinery1
hungwe joinery :
blame game yadeuka yadeuka
2026-10-04 16:41:24
7
bree_babes5
patie mago :
mweya wakaona saka
2026-10-04 16:28:48
7
user8811611800626
user8811611800626 :
Death is certain hapana anotiza rufu
2026-10-04 16:45:34
5
user5046666512181
sokotsina ❤️ :
imi baba hamuna kukwana
2026-10-04 16:39:09
5
jesca.zimba1
Jesca Zimba :
Avawo ava
2026-10-04 19:39:08
2
mraannoe
annoe :
KO saka wikinero nemukadzi vakarambawo futi here
2026-10-04 20:22:10
0
ndira925
Jay :
guma rinenge jende bhoo here
2026-10-04 20:54:50
1
To see more videos from user @sammie2score, please go to the Tikwm homepage.

Other Videos


About