😄siya like pano kana uchibvumirana neni kuti ava ndibaba vemagitare 😄😁😊
2026-10-06 13:48:14
273
Ambassador ♥️💍🔐 :
pese paita baba shero ndnosiya like[Tears of joy][Tears of joy]asi zvavakaita kumariro kaa
2026-10-08 12:07:30
10
babeleza44 :
Artist and name of song please
2026-10-06 04:33:54
10
ekitamanzhou :
kkkk kuzovhura hombe pamariro manhi 😂☺️☺️
2026-10-06 12:36:26
22
Ashley :
alick macheso is a man of value
2026-10-06 07:10:12
34
Lj Mahamba :
he is very humble
2026-10-05 15:02:27
71
nadycou3 :
baba Shero chero vakanzi vakuinstaller wig ndomira navo ini
2026-10-07 14:34:34
22
Makhadzi Rue ❣️ :
Ndini ndanga ndakatakurwa naBaba shero
2026-10-05 17:59:25
9
🌊liam :
not me watching this after watching pamsoroi😂😂
2026-10-07 21:11:10
10
Esther Chiweshe :
vana vedu tisu takavarwira
2026-10-05 17:28:42
7
Angie ❤️ :
Murume andidi naye uyu
2026-10-05 17:01:05
10
vee :
madiro andinovaita baba ava🥰
2026-10-06 10:48:16
5
Mimiekays :
Saka kwaChivhayo zvanga zvadii
2026-10-12 06:20:56
5
Drew Segula 🎤 :
2026-10-06 22:23:13
9
Godknows Bvunzawabaya :
mwana ari blessed uyo
2026-10-05 17:16:45
8
Tk Tsang|FVA🛍️ :
nyangwe vakati chii Kana Kuti chii tongovada vakadaro baba shero🥰🥰
2026-10-09 17:58:02
6
Charlotte :
ndiye Macheso akaenda kunhamo kwaChivhayo here uyu
2026-10-07 04:31:55
9
Kuda Raphael :
this one is emotional 😢 😭 😪 especially uri nherera like you don't have parents and you don't grands from both sides you are just alone thats me.....my favorite line is nhai amai tarira zvotoitwa isu zvotongoshungurudzwa musingatitarise sei..baba kani tarira zvotoitwa isu zvotongotambudzika wani musingatitarise sei..vedzinza we ngatiise musoro pamwe tonamanata tariro iri pamwe pakabikwa doro...ah guys am crying
2026-10-07 05:17:16
9
sizafamily music :
Makomborero chokwadi 🔥🔥
2026-10-05 15:03:46
7
To see more videos from user @joshsmomo, please go to the Tikwm
homepage.